‘Maths dzinoda rurimi rwaamai’

MUNYORI mukuru mubazi redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Slyvia Utete-Masango, vanoti zvakosha kuti vana vepuraimari vadzidziswe zvidzidzo zvakaita seMathematics neScience pachishandiswa mitauro yerurimi rwaamai

Ibrahimovic chidadiso: Henry

THIERRY Henry anofunga kuti mutambi weManchester United, Zlatan Ibrahimovic, ane tarenda rakakurisa uye anofanira kutanga kuchinwisa zvakare sezvo ave mitambo mitanhatu achitatarika.

‘Sadza rosanduka kuita tsvina yemunhu’

MASHIRIPITI ari kuitika kumhuri iye yemubhuku rekwaGweshe, kwaMambo Chipuriro, kuGuruve — iyo yava kugara nekurara panze zvichitevera kuparadzwa kwedzimba nekupiswa kwemidziyo nezvinhu zvinofungidzirwa kuti

Dudley Hall yakapa shasha mibairo

VABEREKI vanokurudzirwa kuti vashande pamwe chete nevadzidzisi mukusimudzira fundo yevana vavo. Kurudziro iyi yakaitwa svondo rapera naVaVengesai Chiwawa, vanove area sales manager weBakers Inn muHarare, apo vaive

‘Huku dzechivanhu dzine mari’

SANGANO rinomirira varimi vanopfuya huku dzechivanhu reZimbabwe Free Range Poultry Producers Association (ZFRPPA) rokurudzira kuti vavandudze mabasa avo kuburikidza nekuchengeta huku dzakawanda kuitira kuti

Chikwambo cheshanje chakarasiswa

MUSIKANA uye wekwaMutare, wekubuda muKwayedza achiti ari kuitwa mukadzi nezvikwambo izvo zvinomuitira shanje dzekuti asadanane nemukomana kana kuroorwa, anoti akazobatsirwa zvichitevera kubuda kwenyaya yake.

‘Prophet Madungwe anoda kubatsirwa’

ZVICHITEVERA mashoko emumwe muporofita wemuHarare uyo ari kuti Mwari mbune vakamubvakachira musi wa20 Gumiguru 2016 sezvaainge ambovimbiswa apo anoti akaenda kudenga kaviri, vaverengi vachiri kupa mafungiro

Mudzimai wangu haachada

Bvunza Kwayedza naSekuru Mutanga DAMBUDZIKO: Dambudziko rangu nderekuti mudzimai wangu ave nemakore maviri asingandide muimba yekurara. Patakatanga kunetsana, mudzimai wangu akabva ati ava kuenda kumusha kwangu ini ndichisara. Mwana wangu…

Kodzero dzevanhukadzi mubumbiro remutemo

Patricia Gwetsayi MUGORE ra2013, takaenda nehuwandu hwedu kunovhotera referendum iyo yakaita kuti pave nebumbiro idzva remutemo wenyika.

Mapfupa emunhu: Ongororo

MARANGWANDA aye ekuwanikwa mune rimwe dhamu kuMt Hampden, pedyo neHarare, mushure mekunge kamwana kane makore matatu okuberekwa katungamirira vemhuri kuti vasvike paaive apo kaive kakasvikirwa,

×