Mutambo wotsvuka ropa
. . . zvikwata zvorwira kuenda pamusoro KUNOTSVA demo kugosara mupinyu svondo rino kunhandare dzakasiyana dzenyika apo mitambo yemuCastle Lager Premier Soccer League yatsvuka ropa sezvo zvikwata zvakasiyana zviri kurwirwa…
Ndakabikwa ndikaibva: Hondoyedzomba
HD anoti anodzidza zvakawanda kubva kuvaimbi vakaita saJah Prayzah, Kireni Zulu, Suluman Chimbetu naProgress Chipfumo avo vanomusimudzira zvakanyanya.MUIMBI wemusambo weAfro-fusion nejazz, David ‘HD’ Hondoyedzomba, anoti kuita mashoo nevamwe vaimbi kuri…
Mutunga Dzose riri kuita $1
MUIMBI ane mukurumbira, “baba” vemusambo weZora Music – Leonard Zhakata – akabvumirana nekambani huru yezvenhau yeZimpapers, kuti itengese dambarefu rake idzva rinonzi Mutunga Dzose iro raachaparura neChishanu chino.
Beam yabatsira vana 5 400 000
Izvi zvakaziviswa svondo rapera nekomiti yedare reParamende inoona nezveveruzhinji, vashandi nekubatsirwa kwevanoshaya apo yaitura gwaro rayo remashandisirwo emari yeBEAM mudare iri.VANA 5 442 352 vanoshaya nenherera muzvikoro zvepuraimari nesekondari vakabatsirwa…
Madyarirwo echibage chekugocha
John Bhasera SVONDO rapera takakurukura nezvekugadzirira minda, nguva yekudyara uye nemhando dzembeu dziri kuchemerwa pamisika yechibage chinyoro. Takataura nezveNzou iri kutumidzwa zita rekuti Cassa Banana pamisika, Shumba yeKenya yavari kupa…
Braeside zrp: No. 1
Chikoro chakariga zvose padzidzo CHIKORO cheBraeside ZRP School chiri muHarare, chasimukira zvikuru mune zvedzidzo izvo zvinoonekwa nekutora kwachakaita chinzvimbo chekutanga mumakwikwi ezvidzidzo edunhu reMbare/Hatifield District Merit Awards egore rino…
Anoda kupinda namai mumachira
Gabriel Singano VANHU vaive mudare reHarare Civil Court vakakatyamadzwa apo mumwe mukadzi akati mwanakomana wake anomukumbira kushinha naye pabonde pose paanenge akadhakwa.
ZC yovamba ligi idzva
SANGANO reZimbabwe Cricket rinoti rine hurongwa hwekuvamba ligi idzva iro richange richinzi Zimbabwe Premier Cricket League nechinangwa chekusimudzira mutambo uyu. Mukushi wemashoko weZC, Darlington Majonga, anoti ligi iri richange…
‘Ndinoyamwiwa nenyoka’
MUDZIMAI akaroorwa wemubhuku raHuchu, kwaMambo Njelele, kuGokwe, ari kudemba achiti ari kugara achiitwa mukadzi nezvidhoma izvo zvaanoti zvinomuyamwa nekushereketa naye pamadiro. Pamwe pacho anoti anoyamwiwa nenyoka.
Chikoro chemabasa emawoko
VANA vechikoro nevamwe vagari vekudunhu raMambo Siabuwa, kuBinga, vanotarisirwa kubatsirikana zvikuru nekudzidziswa mabasa emawoko pane chimwe chikoro chiri kuvakwa kudunhu iri.











