Zino dzupu vachirwira murume . . . Mukadzi wemunhu dzvi nechikomba . . . Mapurisa ndokuenda navo kudzimba

YAKAVE bata-batai mumusha weSt Mary’s, kuChitungwiza, nemusi weMuvhuro svondo rino apo murume saimba akabatwa nemapurisa pakati pehusiku kurwizi Manyame (Hunyani) achishereketa nemudzimai wemuvakidzani wake.

‘Nyuchi dzakabva muguva’

MHURI yekwaKandambi, kuMhondoro, inoti nyuchi dzekunzi dzakaruma vanhu vaigadzira makuva emhuri iyi nguva pfupi yadarika dzakabva pane rimwe remakuva ari panzvimbo iyi, kwete zvinotaurwa nevamwe vanhu.

Mhirizhonga panzvimbo dzeveruzhinji nemutemo

ZVINHU zvinorwadza kuti mumwe mudzimai anonzi Lyn Tarisai Chidawaya akarasikirwa nehupenyu mushure mekurohwa nechibhakera nemahwindi pamusika wemabhazi uri kuMbudzi apo akange ari murwendo rwake kuenda

Zvikoro zvoratidzira

KUCHANGE kusingadanwe anonzwa kuCelebration Centre, muHarare, neMugovera svondo rino uko zvikoro zvakazvimirira zvepamusoro zvichange zvichizvishambadza nedonzvo rekukwezva vadzidzi.

MUSAVHUNDUKE: MUBAIWA . . . ‘DeMbare tinotora mukombe’ . . . ‘Ikatadza Mutasa tomudzinga’

MUTUNGAMIRIRI weDynamos, Kenias “Kenny” Mubaiwa, anoti chikwata ichi chiri kurwira kutora zvakare mukombe wePremier Soccer League uyo chakabvutirwa gore rapera uye murairidzi wacho, Lloyd Mutasa

MoneyMaker yosimudzira madiridziro

HURUMENDE iri kukurudzira varimi kuti vashandise dzimwe nzira dzemadiridziro dzakareruka dzisingade kushandisa mari yakawanda kuitira kuti vakwanise kurima kwegore rose.

Kukanga hove nyoro

Zviri mugapu HOVE nyoro kana dzikabikwa zvine hunyanzvi munhu unogona kuzviruma rurimi nekunakirwa. Svondo rino Mai Osly vanogara kuOverspill, kuEpworth, muguta reHarare vanokupai mabikirwo akanaka ehove

Zim iri kusimukira pane zveutano: Ongororo

ONGORORO yakaitwa neboka reZimbabwe Demographic Health Survey (ZDHS) inoratidza kuti Zimbabwe iri kuramba ichibudirira munyaya dzekusimudzirwa kweutano hwemadzimai akazvitakura nevana munyika yose.

Blind, Mata vangangotengeswa

DALEY Blind naJuan Mata ndivo vatambi vaviri vakuru vari kutarisirwa kutengeswa naJose Mourinho zvichitevera kuuya kwaakaita kuManchester United. Mourinho, uyo akatenderedzwa achirakidzwa kuCarrington uko kunoitwa gadziriro dzeManchester United nemutevedzeri wasachigaro…

Tamirira maOlympics: Muzongondi

KAPUTENI wechikwata chenhabvu chemadzimai chemaMighty Warriors, Felistas Muzongondi, anoti ane chivimbo chekuti vachakatyamadza pasi rose apo vakakunda zvikwata zviri muboka ravo kumitambo yemaOlympics iyo

×