A-LEVEL — MASIMBA: VaMugoti vogara naMbuya Muswa

“DAI NDAKAZIVA” naMapira Silitha Ongororo (Enderero mberi): Kuzoti kana kuri kutsoka uku, tinonzwa kuti shangu dzake dzaivaima “sejombo yechipurisa” (85). Ngaachiti

GRADE 7: Nadzo tsumo

Ticha Danga NYAYA yetsumo haisi nyaya yatingaite dambe nayo. Inyaya inoda kuisa pfungwa pamwe chete wonzwisisa chaizvo chinangwa chekuisa tsumo muzvinyorwa kana mukutaura. Kana vanotaura chiRungu vakakanda tsumo dzavo

Ozvivharira pabasa nekutya kutukwa

Amager Mufema MUMWE mukadzi anoti ave kugara akazvivharira kubasa kwake achitya kushungurudzwa nemudzimai ari kumupomera kuti akamutorera murume wake.

Kufunga kusvika wapfungaira

ZVAKANZI nemumwe mufundisi wakare aizni Charles Spurgeon, gore harina nguva yakawanda sekuwanda kwakaita zvinhu zvinofungwa nemunhu muzuva rimwe chete. Pfungwa dzinoita zvekudzvamuka kunge nhunzi dziri

Ziva: BADZA

Unozviziva here kuti kare mari isati yauya, vanhu vairoora nemapadza, nembudzi nemombe? Vamwe vairoorawo nembeva chaidzo. Asi mapadza aive akakosha nekuti ndiwo aishandiswa pakurima, kuchera mbeva, makurwe, midzi,

DETEMBA TINZWE”DARIRO

naClement Mutimwii Rakatanga riri ranaHamutyinei. Ndokuzombotorwa nana.C Moyo.

‘Mhiko dzinoita kuti vana vadade neZim’

BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinoti zvidzidzo zveNational School Pledge, chinova chirongwa chekuti vadzidzi vanoita mhiko dzakananga kuvafundisa kuti vazive zvakakoshera kudada nekuva zvizvarwa zveZimbabwe,

O-LEVEL — MUSEVE USINGAPOTSE/SHOKO HARIVHIKWI: Vatambi vasungwa

Munyaradzi  Gunduza Matambudziko anowira vatambi (tinoenderera mberi): Tinonzwa nezwi remunyori kuti harahwa dzemumusha waMambo Mushoshoma dzakanga dzakasuruvara mushure mekunge vangodonha paruvanze rwavo mangwanani

‘Anonditukirira achiti ndine mukondombera’

Amager Mufema MUKADZI wekuti anogara achitukwa neaimbove murume wake pajekerere achinzi ane chirwere chemukondombera akazokwidza nyaya iyi kumatare edzimhosva.

‘Chenzira’ Romeo akawana hama

MWANA uya ane makore 16 okuberekwa wekwaTandi, kwaRusape, uyo ange ave “chenzira” achigara mumigwagwa yemuHarare nekuda kwekuti anoti aigarorohwa nababa vake nemudzimai wavo mudiki akazoita rombo rakanaka

×