Musoro webhuku nekufa kwaTapera

Munyaradzi Gunduza MUSEVE USINGAPOTSE (Ongororo) Musoro webhuku: (Enderero mberi)

Zvihuta: shiri inorapa

VARIMI vanopfuya zvihuta vanonzi vari kuwanda muZimbabwe zvichitevera kuwanda kwevanotenga nyama nemazai eshiri idzi izvo zvinonzi zvinobatsira zvikuru munyaya dzeutano.

Yambuka mugwagwa nemazvo: TSCZ

KANZURU inoona nezvekudzivirirwa kwenjodzi mumigwagwa, yeTraffic Safety Council of Zimbabwe (TSCZ) inoti zvakakosha kuti vatyairi pamwe nevana vechikoro vatevedzera mitemo yekufamba mumigwagwa nedonzvo rekudzivirira tsaona.

Siyana naye, zidhara: Sahwira

Janet Chikotosa MURUME mukuru akachema-chema mudare achiti akapunzirwa imba yake nasahwira wemukadzi wake uyo akamufurira achiti asiyane naye nekuti ichembere inoda kubatirira mwana mudiki.

MAONERO EDU: Kunanga mumwe huroyi imhosva

MAZUVA ano nyaya dzekunangana huroyi dziri kuwanda zvikuru muZimbabwe zvekuti vamwe vari kupedzisira vasvitsana kumatare edzimhosva sekwamambo kana kwasabhuku.

Zvinongodawo kupembedzwa

KUPERA kwesvondo radarika takaona vaimbi vemisambo yakasiyana, vana nyanduri navamwe vanyori vachipembedzwa mumabasa avo nokupihwa mibairo inoratidza kuti mikono inobaya dzose.

Gwisai ari kupopota

“HUNDI KWANDIRI” naPeldah Hove (55-64) Ongororo (Enderero mberi):

Varimi huyai: Capital Foods

KAMBANI inogadzira kudya kwezvipfuyo, yeCapital Foods iri kuMsasa, muHarare, iri kukurudzira varimi kuti vasimudzire kurimwa kwezvirimwa zvidiki semhunga, zviyo nemapfunde izvo zvinoshandiswa mukugadzira kudya

Mari: Yakanaka asi inoparira

MAIFUNGA kuti vanhu chete ndivo vane makuhwa, vamwe vachinongedzana kuti varume vane makuhwa kupinda vakadzi; norumwe rutivi, varume vachifunga kuti vanhukadzi ndivo vanonyanya makuhwa.

‘Amai muri muroyi’‘. . . ndimi makadya baba’

Yvonne Manyanja IMWE chembere yakagunun’una zvikuru mudare nekuda kwehunhu hwemwanasikana wayo ichiti anoipumha huroyi achiti ndiyo yakadya baba vake.

×