UNFPA yorwisa ndufu dzemadzimai akazvitakura
SANGANO reUnited Nations Population Fund rinoti hakuna mudzimai anofanira kufa panguva yekusununguka mwana.
VANOTARISIRA Kwayedza pasi hamheno zvenyu makasarira, ini wangu wandaida ndakamuwana . . .
VANOTARISIRA Kwayedza pasi hamheno zvenyu makasarira, ini wangu wandaida ndakamuwana “Nothando” saka vose vachiri kufona pa0774 504 336 chiregai zvenyu zvangu zvakaita zvekuroora.
Vamwe vacho makoronyera
MURIMI ane mukurumbira mukupfuya zvihuta kuWaterfalls, muHarare, ari kuyambira vanoda kutanga basa iri kuti vangwaririre makoronyera ayo anogona kuvabira mari yavo nezvimwe zvichitevera kukurumbira kuri kuita
Kunyora rondedzero
MUCHIKAMU chadarika ndakabata zvirungamutauro ndichiti ndizvo zvinoita kuti rondedzero idzame igodaidza goho rakakura. Ndakasiya zvirungamutauro zviviri izvo zvisinganyanye kushandiswa nevanhu mukunyora kwavo.
‘Kutsvaga basa kupedza nguva’
MURIMI wekuGoromonzi, kuMashonaland East, ari kusimudzira mabasa ekuchengeta shiri dzezvihuta kuburikidza nekuwanisa vamwe varimi michina inochechenyerwa mazai, yemaincubators.
Capital Foods: Nyanzvi pachikafu chezvipfuyo
KAMBANI ine mukurumbira mukugadzira kudya kwezvipfuyo, yeCapital Foods, iyo iri kuMsasa, muHarare, ndiyo yaita yekutanga kana kuti nhangaruvanze kugadzira kudya kweshiri dzezvihuta muZimbabwe.
Ndakambofa kwemaminitsi mashoma
NDAKAMBOFA kwemaminitsi mashoma. Pandakafa, ndine chinhu chandakadzidza. Chinofa inyama, asi mweya haufe. Kana wafa, mweya unoramba uri mupenyu, uchiona zvinhu nyangwe usina maziso, uchinzwa vanhu nyangwe usina nzeve.
Chikoro choita zvekurima
CHIKORO cheSt Marnocks Primary School, chiri kuMt Hampden pedyo neHarare, chiri kusimbaradza zvidzidzo zvemabasa emawoko kuburikidza nekufundisa vana kurima chibage nedzimwe mbesa.
Vopemberera rurimi rwaamai
Tandayi Motsi SANGANO rakazvimirira rePamberi Trust neMugovera uno richaita dopiro rinopindwa pachena muguta reHarare revaimbi vechidiki apo richapemberera zuva rekukosha kwerurimi rwaamai pasi rose, reInternational Mother
DETEMBA TINZWE . . . KUTSENGA MVURA
naPrimrose Gwindi Vanoti vakaiti chwa-chwa Inobuda rese svisvinwa

