‘Vabereki musahwande nemunwe’…‘. . . bhadharirai vana mari dzechikoro’
Nyasha Chabvonga VABEREKI vari kukurudzirwa kuti vabhadhare mari yechikoro yevana vavo nenguva uye kuti vasiyane netsika yekuda kutora mukana wekuti Hurumende inoti hapana mwana anofanirwa kudzingwa chikoro kana asina kubvisirwa…
Harare Declaration inotsinhira kupedza AIDS
TINE donzvo rekupedza kupararira kweutachiona hweHIV neAIDS zvachose mugore ra2030 zvinobva zvareva izvo kuti iwe neni tine basa. Nyika yedu yakabva kuita musangano wezvirwere zvepabonde mukuru wepasi rose weInternational Conference on…
‘Handizi shoroma, ndiri hwindi’
Nyasha Chabvonga MURUME wekuendeswa kudare nemukadzi wake achida mari yemendenenzi achinzi ishoroma uye akatiza mhuri yake kwemakore 11 akati haazi “ngamura” asi kuti anoshanda sahwindi. Mary Makuyana akamhan’arira Thabiso Ncube kudare…
Marimirwo anoitwa nyimo nemazvo
Mudhumeni Mukuru Ivan Craig VARIMI mazuwa ekudyara ari kufamba zvekuti vamwe vabatira hura mumawoko, havachazive zvekuita, nekuda kwekunonoka kunaya kwemvura. Zvisinei, tinoenderera mberi tichiedza kubatsirana kuti iwo mwaka uri kunzi hauna…
Zvikoro nemisoro yavasikana
SEZVO zvikoro zvichivhurwa, regai titange neiri kupisa-pisa mazuvano. Vamwe vanoti mwedzi waMbudzi ishaisa mufaro nokuti unorambidza wanano, kunze kwavana Musinzwi, vanoti hazvisisina basa. Pamusana peganhuro inounzwa nomwedzi waMbudzi, zvinoreva kuti…
Vorarama nekusona shangu
Kingstone Mapupu MUSHANDIRAPAMWE wevarume vekuZengeza, kuChitungwiza, wekusona shangu nezvimwe zvakasiyana kubva mamatehwe uri kusimukira zvikuru izvo zvinova zvinoenderana nechirongwa cheHurumende chekusimudzira upfumi neraramo yeruzhinji, cheZim-Asset. Panzvimbo yekungoswerotevedza mabhawa sezvinotwa nenyope,
O-LEVEL —NDIKO KUSASANA: Sekai anodzokera mbatya dzake kwaMugadzi
Ticha Tichaziva CHITSAUKO 8 (Ongororo: Enderero mberi): Kudimikira kushoma tinokuona kuchishandiswa uko kunotiratidza kuti Mugadzi akagumbuka achiti, “Akandigura kunorira” (105). Robby pakamboenda Sekai akafanira kunge akasurukirwa chaizvo. Apo Sekai anouya…
Opfuviswa nemwana wemurume
Sandy Musungata MUDZIMAI wekuti ari kupfuviswa nemwana wemurume wake achipomerwa kuti ipfambi yemakoko, akazopotera kudare redzimhosva. Audrey Gudoricharima akaendesa Tafadzwa Mundo, kuHarare Civil Court achiti ari kumuonesa pfumvu. “Mwana uyu anogara achindituka…
Kuripwa kwaMapingure kunopembedzwa!
MUMWEDZI waMbudzi, mutongo wataive takamirira wakaturwa nedare reHigh Court. Huwandu hwemuripo waifanira kupihwa kuna Mildred Mapingure hwakatambirwa zvakasiyana, zvikuru nemadzimai nemasangano anorwira kodzero dzemadzimai. Vamwe vakafadzwa nazvo, vamwe vakafunga kuti…
Mwedzi mitatu kuti Rousey apore
RONDA Rousey akabuda pachena kuti anogona kupedza mwedzi mitanhatu kuti apore zvichitevera kukuvara kwaakaita mumuviri wake apo paakarohwa zvakasimba naHolly Holm mwedzi wadarika. Rousey ange asati ambokundwa mumitambo mitanhatu yeUFC…




