A-LEVEL — MASIMBA: Varamu vodanana. . . Nyaradzo nababa vaChamu vapengesana
Ticha Tichaziva “CHEKUDA MBUNE” naMemory Rugedhla (27-29) ONGORORO (Enderero mberi): Kumwe kudimikira kunotitaurira kuti Muchaneta aiva netsika yekuba zvekuti aisagona kudarika napane chinhu chinotakurika akachisiya chiripo izvo zvinonzi “nokuda kweruoko…
Unondiroora nei iwe uri rombe?
Muchaneta Chimuka MUTYAIRI wemabhazi ekwaMunhenzva akamiswa mudare reChitungwiza Magistrates’ Courts achitarisana nemhosva yekubira shamwarikadzi yake $2 500 iyo akange atumwa kuti anomutengera materevhizheni kuSouth Africa. Muchuchisi Innocent Tizirai akaudza dare kuti…
Vopunduka nekuchengeta hove
Malven Mugadzikwa CHIKWATA chevarume nevakadzi vari kurarama neutachiona hweHIV neAids kuDande, rapunduka nekuchengeta hove senzira yekuvandudza utano hwavo pamwe chete nekuwane chouviri. Sachigaro wechikwata cheBudiriro Fishpont, icho chiri paBandimba Clinic, VaChanetsa…
Ndiri kurumwa nenyoka
naIgnatius Mabasa NYIKA yedu yave kutyisa. Mumwe murume akanga achienda kumusangano wechechi svondo rakapera achityaira mota yake. Akatanga kunzwa hope dzakanyanyisa. Sekutsanangura kwake, aiita sehuku yaurayiwa iri kudirwa mvura yafashaira kuti…
GRADE 7: Mipanda yeShona
Ticha Danga TAKATANDARA, tikadzidza, tikanyora bvunzo ndokukohwa zvatakarima. Ndinovimba chiShona chedu takabuda zvakanaka chose. Kana goho redu rauya saizvozvi tichada kutsvaga nzvimbo kuzvikoro zvepamusoro. Muzvikoro izvi tinowana zvose zvidzidzo uye kune…
Vakapotsa vabatana pahuro
Kingstone Mapupu YAKAVE batai-batai panhepfenyuro yeStar FM manheru emusi weChipiri svondo rino apo mhuri yekwaSeke ina sekuru vekupondwa vachipiswa apo vainzi muroyi yakange yakokwa kunokurukura pamusoro penyaya iyi ndokuguma voda…
Eczema: Chirwere chinobata ganda
Muchaneta Chimuka CHIRWERE cheganda chinodaidzwa kuti Eczema chine zviratidzo zvakaita sekurwadziwa muganda, kuvaviwa, kupiswa nekutsvukuruka kana kuita mapundu nemaronda anosiyana mavara kana achinge apora. Zita rekuti Eczema rinobva paizwi rechiGreek…
‘Woti kundishusha, woti kumitisa munin’ina wangu’
Nyasha Chabvonga MUMWE mukadzi anoti murume wake anomushungurudza zvikuru sezvo achigara achimurova nekumutswinya nzeve apo vanenge vatadza kunzwisisana mukugara kwavo. Pavai Hungwe akamhan’arira Manasa Hungwe, uyo ane chipari chevakadzi vatatu, kudare…
Baba nemwana vorwira imba
Cassius Mushore BABA vekunyoresa imba yavo muzita remwanakomana wavo vakabviswa chiri kumeso apo akazovaendesa kudare achiti ndiye ava muridzi wemba iyi nekudaro havafanire kusvikapo kana kutora mari inobviswa nemaroja. Lloyd Chivhima…
Vanhukadzi vari panyanga…Masabhuku echidzimai otungamirira budiriro
Muchaneta Chimuka MADZIMAI maviri anove masabhuku kwaMambo Chundu, kuHurungwe, anoti ari kushanda nesimba mukusimudzira budiriro munharaunda dzavanotungamirira. Kwayedza yakashanyira dunhu iri munguva pfupi yadarika yakaita hurukuro nemadzimai aya, Sabhuku Dhuura,…



