Mimosa yakabatsira Chitungwiza Hospital
KAMBANI yeMimosa Mine yakapa rubatsiro rwe$30 000 kuchipatara cheChitungwiza Central Hospital iyo ichashandiswa mukuvandudza zvivakwa pachipatara chikuru ichi.
WAG yorwisa kuroodzwa kwevana
NYAYA yekuroodzwa kwevanasikana vasati vabva zera inoratidza kuti yatove dambudziko guru muZimbabwe. Ongororo yakaitwa inoratidza kuti hapana umboo hwezvinyorwa hwakakwana hunoratidza hudzamu hwekuroodzwa
‘Epworth kuruzevha’
Nyasha Chabvonga VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi wekuEpworth akati anoda kuwedzerwa mari yemendenenzi nemurume wake nekuti ari kuda kutsvaga imwe nzvimbo iri nani yekugara sezvo kwaari, parizvino
Akaitwa ‘gara ndichauya’
Cassius Mushore MUKADZI wekuti akaitwa gara ndichauya nemurume wake mushure mekunge vawirirana kuti abve mudhorobha achinogara kumusha uko murume uyu asina kuzotevera kana kutumira mari yechikafu kunze kwetsamba dzerudo
Sekai anorara muchitokisi
CHITSAUKO 6 (Ongororo: Enderero mberi) Mai Chipunza vanotanga vachiti, “Mungauya kuzodzingwa mumba menyu nekamwana aka?” (71). Tinovanzwa vozviita kepiri vachiti, “. . . asi chimboratidzaiwo kuti muri mukadziwo kani ambuya.…
‘Bvisai rusarura muzvikoro’
HURUMENDE iri kukurudzirwa kutora matanho akananga kuona kuti vana vakaremara mitezo vadzidza pamwe chete neavo vasina nedonzvo rekubvisa mweya werusarura.
‘Uchazvara mwana akafa’
Cassius Mushore MUDZIMAI nyachide pabarika, wekuti anogaroudzwa magaramoyo navahosi vake ayo anosanganisira kuti achazvara mwana akafa, akazokwidza nyaya iyi kumatare.
‘Ari kuda kuchekeresa mwana wake’
Cassius Mushore MUMWE mukadzi anoti ava kutyira upenyu hwemwana wake zvekutogara akamusungurira kumusana zvichitevera mashoko anotaurwa nemurume wake ekuti anoda kumuchekeresa.
Ndiri mukomana ane makore 20 ndotsvaga musikana ane makore 18 kusvika 20 wekuroora. . .
NDIRI murume ane makore 42 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 35 kusvika 40 anoshanda muHurumende. Ini ndinoita basa remawoko. Nhare yangu 0773 819 066.
Mbeu dzekurima mwaka uno
Mudhumeni Mukuru Ivan Craig KANA pane asina kunzwisisa zvakataurwa nevanoongorora mamiriro ekunze, veMet Department, vakati mwaka wegore rino unenge uine mvura yakakwana zvichidzika kuenda kumvura shoma.


