Ngezi Platinum yodongorera mupsl
MURAIRIDZI weNgezi Platinum FC iyo iri kutungamira muNorthern Region Division One League, Kiston Kadurira, okurudzira chikwata chake kuti chisarivare apo kwasara mitambo mina chete kuti ligi iri richisvika kwamvura yacheka
Vanosiira chikoro panzira vobatsirwa
Nyasha Chabvonga HURUMENDE inorumbidza mamwe emasangano ari kubatsira vadzidzi vari kusiira chikoro panzira nekuda kwezvikonzero zvakasiyana kuti vakwanise kuita mabhindauko emawoko akaita sekutima ayo anovapa raramo.
Ndiri mukadzi ane makore 23 nemwana 1, ndiri kutsvagawo murume . . .
Yambiro yeTishamwaridzane TINODA kuyambira vaverengi kuti vangwarire matsotsi anoda kuvabira achiti ane chekuita nechirongwa chino. Semuenzaniso, kune mamwe matsotsi ari kushandisa nhamba dzinoti 0778 534 314 idzo dzisina kunyoreswa zviri…
Ngozi hadzisi ngirozi
IMBWA HAIHUKURE SADZA IYO mweya yatinongonzwa kuti mweya wati, kana kuti munhu akanzi nemweya zvakati, mweya rudzii? Mweya wemuvhiri rebhasikoro here unongozonzi wabuda, wapera kana kuti waenda? Kana kuti mweya
ZveAfrica siirai Africa, tibvirei apa!
SAHWIRA wangu paakati “hana yangu yarohwa nehana,” ndakamutarisisa ndikati dzokorora nokuti ndaifunga kuti akanganisa kutaura, asi akati zvakare, “zvarovesa hana yangu nehana.” Ndakangoti pamwe ndicho chiShona
‘Ndinorohwa zvekusara ndava rengenya’
Sandy Musungata MUKADZI wekuti anogara achirohwa nemurume wake zvekusara ave kunge rengenya akazopotera kudare aona kuti zvanyanya.
Mapepa ebvunzo akanyorwa 2015
Ticha Danga RWENDO rwuno ndakaona kunge matenga anga akatizarukira mumapepa akanyorwa pabvunzo imo muno muna Gumiguru. Ongororo netsvakurudzo zvakaburitsa kuti vana vakarerukirwa kunyanya repepa repiri raigaropa vana
Makuwerere paBudiriro 2 High
AKANGE ari makuwerere svondo rapera pachikoro cheBudiriro 2 High, muHarare apo vana vechikoro vakakunda vamwe muzvidzidzo, mitambo nezvimwe zvakasiyana vaipihwa mibairo.
‘Mudzimai anondiisira mushonga mupiro’
Nyasha Chabvonga MUMWE murume anoti mukadzi wake anomushandisira mishonga yakaipa uye zuva nezuva anomuka piro yake izere nemidzi yemishonga.
WAG yosimudzira utano . . . Varume vave kuperekedza madzimai kuchipatara
SABHUKU Chitsungo vekuMbire District kudunhu reMashonaland Central murume ane rombo rakanaka. Mwaka wadarika vanhu vemudunhu ravo vakawana goho guru zvinoratidza kuti vanogona kutungamirira.

