Zvinodhaka nemadzimai akazvitakura

SANGANO rinoona nezveutano, reHealthline, rinoti madzimai akawanda munyika dzichiri kusimukira vanofarira kutora zvinodhaka zvakaita sedoro kana kuputa fodya zvisinei nekuti vanenge vakazvitakura zvinova zvine njodzi

ZVIKORO ZVAKAITA ZVINOROVA . . . Mandedza, Longrange neB&P hutu nemibairo

ZVIKORO zvinoti Mandedza High, B and P neLongrange Primary izvo zviri kwaSeke svondo rapera zvakapembedzwa nekupihwa mibairo zvichitevera kukunda kwakaita vadzidzi vazvo mubvunzo dzeZimbabwe School Examinations

KUUCHIKA: VAMWE VODYISWA TSVINA. . . kana tumbwanana tusati twasvinura

PACHIVANHU, mudzimai kana murume akashaya mbereko anonzi anofanirwa kuuchikwa nenzira dzakasiyana uye vamwe vanosvika pakudyiswa kana kuitiswa zvinhu zvinoyera zvakaita sekukabira tsvina mukanwa nechinangwa

Tava kukoshesa Maths neScience : Gandawa

HURUMENDE ine chido chekuti zvidzidzo zvinobatsira mukusimudzira upfumi hwenyika zvakaita seMathematics neScience zvive zvinoitwa nemudzidzi wose kubvira kupuraimari kusvika kuyunivhesiti.

Sekai anorova Lily ndokumusiya achiti tasa

CHITSAUKO 5 (Ongororo: Enderero mberi): Tinodzidza nezvetsika nemagariro evanhu. Maererano naMai Chipunza tinonzwa kuti vaifarira kuti kusawirirana

Kasika kuona chiremba: Dr Moyo

CHAMANGWIZA weChitungwiza Central Hospital, Dr Obediah Moyo, vanoti kune zvizvirwere zvakasiyana zvinogona kuita kuti vanhu vakundikane kuita vana.

Musoro webhuku Pafunge unobuda . . . Baba kumitisa mwana wavo?

CHITSAUKO 23 (Ongororo): Umboo hwefiro yaJoe hunoonekwa huchipokana. Tinotanga kunzwa papeji 110 zvichinzi, “Vamwe vachiti kwete,

‘Tinonokunda kulesotho’

Abel Ndooka SHASHA dzakamboita mukurumbira dzichitambira chikwata chenhabvu chenyika, chemaWarriors, pamwe nenyanzvi mukuongorora mutambo uyu svondo rino vakabatana kutsigira chikwata ichi apo chiri kunanga kuLesotho kunotamba mutambo wechipiri wekurwira tikiti…

Chibhorani chiri kubuda . . .nyama, nyoka, vhudzi

Kingstone Mapupu VAMWE vagari vekwaMambo Chitsungo, kuMbire, mudunhu reGuruve, vanoti vapererwa nekuda kwemashura ari kuitika pane chimwe chibhorani cheko icho chavanoti pane dzimwe nguva dzachinoburitsa mvura yakasangana nenyama, vhudzi nenyoka…

Vemachechi tinyareiwo: mambo… ‘Remekedzai nzvimbo dzinoyera’

Kingstone Mapupu MADZIMAMBO ari kushora zvikuru vamwe vanamati vanoenda mumakomo nekunzvimbo dzinoyera vachinoungana nekuita minato sezvo vachiti maitiro aya kuzvidza pamwe nekufumura tsika nemagariro evatema. Mashoko aya akataurwa kuChivhu svondo rapera…

×