Pacquiao orongera Mayweather
MURAIRIDZI waManny Pacquiao, Freddie Roach, anoti anofunga kuti muFilipino uyu anorova Floyd Mayweather hunge akapihwa mumwe mukana wekurwa neshasha yekuAmerica iyi iyo isati yambokundwa.
Nyota inokokotesa kapu
NDAKANGA ndaenda kunoisa maruva kuguva ramai vangu vave nemakore gumi vashaya. Takaenda nehama zhinji, madzisahwira nevamwe. Ndakagutsikana nekushanda kunoita hukama pakati pedu vanhu vatema.
Ndumurwa dziri kuroodzwa
DUNHU reMbire, kuMashonaland Central, ndiro riri pachinhanho chechipiri patsika dzekuroodzwa kwevanasikana vasati vabva zera – vakawanda vacho vachiri ndumurwa.
Everton yorambira naStones
EVERTON yakaramba kutambira mari inosvika 30 miriyoni paunzi kubva kuChelsea, kanova kechitatu, iyo inoda kutenga mutambi wayo, John Stones.
Mishonga yekuromba: N’anga, muporofita
GODOBORI vekuMt Darwin, VaPatrick Kapfunde kana kuti Sekuru Bhaureni (46), vanoti musikana ari kuti ari kumera zvinhu zvinotyisa kusikarudzi yake anogona kunge akashereketerwa nemishonga yechivanhu.
Ongororwa kuti utachiona hwadzvanyidzirwa
Catherine Murombedzi NYANZVI mune zveutsanzi vakaona kuti munhu akanwa maARV sezvakatarwa navanachiremba uye mapiritsi aya achibvumirana neari kuanwa mushure menguva yakati kuti angave makore matatu kana mana, munhu
Huya tikuone: Dr Parirenyatwa
GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr David Parirenyatwa, vanoti musikana wekuGlen Norah A, muHarare, uyo ane dambudziko rekumera zvinhu zvisinganzwisisike kusikarudzi yake anofanirwa kuenda
Ovimbisa sekuru rufu
Kudakwashe Chinokuya TSUMO inoti, “Kurera imbwa nemukaka mangwana inofuma yokuruma” yakazadzikiswa kumumwe murume uyo anoti akaudzwa nemuzukuru wake kuti anoda kumuuraya nemhuri yake yose mushure mekunge amuudza kuti
President vakapa chigaro cheSadc kuna Khama
MUTUNGAMIRIRI wenyika, President Mugabe, nemusi weMuvhuro svondo rino vakagashidza chigaro chehusachigaro hwesangano reSadc kumutungamiriri weBotswana, Lieutenant General (Retired) Seretse Khama Ian
Mbuya nasekuru tiba!…‘Wava kundiramba nekuti ndachembera’
Kudakwashe Chinokuya IMWE chembere yakaudza dare kuti murume wayo haachada kuiriritira nekuti anoti yakwegura uye ane nemumwe mukadzi.







