— Ziva —CECIL SHUMBA

SHUMBA yakauraiwa kuHwange yainzi Cecil. Hatina kufara nekuuraiwa kweshumba iyoyi nekuti masango edu nemhuka dzawo inhaka yedu. Hatizive kuti akapa shumba iyi zita rekuti Cecil ndiani.

Akafundumwara mudare anyepa

MUKADZI wekuenda kudare achida mari yemendenenzi akazofundumwara kusvika pakuda kuramwa kupindura mibvunzo mushure mekubatwa kuti zvimwe zvaaitaura aiva manyepo.

Zim yoratidza kuExpo Milano

ZIMBABWE iri kuratidza zviratidzwa zvayo zvakasiyana munyaya dzezveupfumi pagungano guru reExpo Milano 2015, kuMilan, kunyika yeItaly uko inotarisirwa kudzidza zvakawanda pamusoro pekutenga nekutengeserana

Tete nemuroora zvaburana

Mathew Masinge VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akati hanzvadzi yake yakaenda kumba kwavatezvara vake ndokunovapa gupuro ichiti mhuri yavo haichada mukadzi wake izvo zvaakanga asina ruzivo nazvo.

A-LEVEL — PAFUNGE: Rudo ava kuviga mimba nebhachi

CHITSAUKO 17 (Ongororo) Munyori anoshandisa dzokorodzo seyeuchidzo yezvakamboitika kare (allusion). Papeji 78 muverengi

Mushandi akabhinya mwana

MUMWE murume uyo aive mushandi wepamba peimwe mhuri akatongerwa kugara mujeri kwemakore mapfumbamwe nedare mushure mekubatwa nemhosva yekubhinya kasikana kane makore 11 ekuberekwa kepamba

‘Zviri nani ndinzi ndakafa’

Mathew Masinge VANHU vaiva mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akati aimbova murume wake haadi kuti vana vake vazive kuti mupenyu uye vanotofunga kuti akafa kare.

O-LEVEL — NDIKO KUSASANA: Mugadzi anofunga zvekuramba Sekai

Chitsauko 2 (Ongororo: Enderero mberi) Apo Fadza akaona kuti shamwari yake Roddy ainge ane ruchengera, akabva ati zvekuroorwa naye haadi sezvo izvi

Murume nemukadzi vopomerwa chipfambi

Kudakwashe Chinokuya MUKADZI nemurume vakakandirana nyoka mhenyu mudare nenyaya yekusachengeta vana vavo vachipomerana kuita chipfambi.

Vopinzwa chikoro naPassade

NHENGO inomiririra Mt Pleasant mudare reNational Assembly, Cde Jaison Passade, vakatanga chirongwa chekubatsira vechidiki nevechikuru vanosvika 550 vemunzvimbo yavo kuti vakwanise kuita zvidzidzo zvemasvomu

×