Gadziriro dzeshoo dzotanga
SANGANO reZimbabwe Agricultural Society rinoti shoo yevarimi yemuHarare ichange ichiitwa kubva musi wa24 Nyamavhuvhu kusvika 29 Nyamavhuvhu apo vemakambani emuno neekunze uyewo vanhu vakazvimirira vanenge
Anoitira mukadzi Weti mumusoro
Kudakwashe Chinokuya MUMWE murume akapupura mudare kuti kana achinge ashatiriswa nemukadzi wake, hasha dzinomukurira zvekusvika pakumuitira weti mumusoro achimurova. Kudakwasha Manyaka akataura mashoko aya muHarare Civil Court mushure mekunge amhan’arirwa…
Akapfurwa nepfuti kuMacheke
MURUME aizvifambira husiku kupurazi reFair View, kuMacheke, anonzi akapona nepaburi retsono apo akarohwa nemabara mushure mekuridzirwa pfuti nemunhu asati ave kuzivikanwa asi ari kufungidzirwa kuti aivhima zvisiri
O-LEVEL — NDIKO KUSASANA: Mai Sarudzai vanoviga mari pasi pekapeti
CHITSAUKO 2 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Panodzokera mai Sarudzai kumba vanenge vadzidza zvakawanda, vava kuda zvino kuti zvavaive vadzidza zvaizofamba sei. Vanosvika pamba zuva rava kunyura ndokuona pasina munhu. Vainge…
Chikwama chamuparira
Mathew Masinge MUMWE mutyairi akachema-chema mudare achida kuti rimudzikinure kubva munyatwa yemurume waakakwidza mumotokari yake umo maanoti akasiya chikwama chaiva ne$210 asi iye haana kuona mari iyi kunze kwechikwama
‘Mwana wose kuchikoro’
MAMBO Nyamukoho, VaSamson Katsande vekwaMutoko, vanoti vabereki vanofanira kukoshesa dzidzo yevana vavo sezvo iri iyo nhaka yeupenyu hwavo.
DETEMBA TINZWE: Zvawabva zera mwanangu
Mwanawe ndinokubairaizanhi, Zvaunoona, utaurirwa hunyimwa mbare dzekumusana.
IMBWA HAIHUKURE SADZA: Ukafa unoenda kupi
MUSHURE mekunge mukuwasha wangu afa achiita sekuti ane vanhu vakanga vachimurambidza kupinda kune imwe nzvimbo yaaida kuenda, hatizive zvakazoitika. Asi nyangwe akanga ave kufa, akanetsana nevanhu vatakanga
Vodzidzisa vana nemari yemasawu
VAMWE vabereki vekumaruwa ekuMushumbi, kuGuruve, vari kuita mabhindauko akaita sekutengesa muchero wesango wemasawu, mari dzacho vachiendesa vana vavo kuchikoro.
Ini ndiri mukadzi ane makore 34
MAKADII veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 38 nevana 3 ndinodawo murume ane makore 39 kusvika 50 ari pachokwadi asina mukadzi. Nhare yangu 0716 983 365.



