‘Ndinodyiswa nyama yevanhu kuhope’ . . . ‘Inenge izere zidhishi’

PANE mukadzi wekwaChivero, kuMhondoro, ari kuti nguva zhinji anorota achidya nyama dzevanhu uye akatopata musha nemhuri yake nekuti anogarorohwa nezvinhu zvinonzi zvidhoma. Shirikadzi Mai Rudo Nyarumbe (48), vemubhuku Koroka, vanoti…

Kane ndewedu: Pochettino

MURAIRIDZI weTottenham, Mauricio Pochettino, anoti Harry Kane ari kuchikwata chakanaka icho chichamubatsira kukura mumutambo wenhabvu.

Varimi vakatunzvaidzwa

KWAKANGE kusingadanwe anonzwa nguva pfupi yadarika kushoo yevarimi yekuMarirangwe kumakwikwi ekutaridzira zvakasiyana zvakaita sekubika, kusona, zvirimwa nekuchengeta zvipfuyo.

‘Vandudzai mabasa enyu’

VARIMI vechidiki pamwe nevanhukadzi vakakurudzirwa kuti vavandudze mabasa avo nekuita mabhindauko akaita sekupfuya tsuro sezvo izvi zvivapa pundutso.

Gudo rakavharisa chikoro . . . ‘Rinoda maticha echikadzi’

Pamela Shumba VARAIRIDZI vepaSiyangaya Primary School, kuTsholotsho, svondo rapera vanonzi vakatiza pachikoro ichi vachiti pane gudo riri kupinda navo pabonde husiku nenzira dzisinganzwisisike.

Kusagona kupfimba here?

MAKADII henyu Tete Chipangamazano? Dambudziko rangu tete rakamira sekudai: Ndiri mukomana ane makore 22 okuzvarwa. Handisati ndambopfimba musikana akandidawo, zvekuti nanhasi ndichitori jaya.

Musoja akarovha kudare

MUMWE murume anoshanda muchiuto kuBrad Barracks, kuBulawayo, pamwe nemudzimai wake, vose vakarovha kudare apo paifanirwa kutongwa nyaya yavo yekusabhadharwa kwemari yemendenenzi nemurume uyu zvikaita nyaya yavo imbosendekwa padivi neChitungwiza

Dzidzirai kupa, batsirai Bridget

PAMWE makanzwa nezvaBridget Mandimutsira pachirongwa chinoitwa naTilda Moyo-Karizamimba (Tilda’s Show) panhepfenyuro yeStar FM nemusi weChipiri svondo rapfuura pashure.

Madunhurirwa nezvaanoreva

Ticha Danga KUDUNHURIRWA kwemazita kunouya kubudikidza nezvakawanda zvinoitika mukararama kwevanhu. Vanhu vanodunhurira mazita vachirumbidza tsika dzinoitwa nevanhu. Vamwewo ndivo vanodunhurirwa mazita kubudikidza nezvinzvimbo zvavainazvo.

Mupurisa akamedza mari yemapepa

MUPURISA anoshandira kuBulawayo anonzi akamedza $2 yemapepa yepa$3 yaainge apihwa sechiwoko muhomwe kuti abvumire vatsigiri venhabvu kupinda kunoona mutambo waive pakati peDynamos neHighlanders kuBarbourfields Stadium nemusi weSvondo wadarika mushure

×