GRADE 7: VANA VAKATSVUNHA

Memory Mangombe
GORE rino vana vakawanda vakanyora bvunzo dzeGrade 7 dzeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) vakatsvuna zvikuru.

Vazhinji vevadzidzi ava vakanyora zvidzidzo zvinoti Shona kana Ndebele, Mathematics, English neContent.

Vamwe vevana vakabudirira mubvunzo idzi ndevepaSelbourne Routledge Primary School, kuBelvedere, muHarare vanosanganisira ava:

grade 7

Anotida Charumbira (4 units)

Audrey Cheleya (4 units)

Christine Chagonda (4 units)

Clittney Chidzvete (4 units)

Chrispen Chitsitsi (4 units)

Kimberly Denhere (4 units)

Leah Katiyo (4 units)

Natallie Mandidewa (4 units)

Tadiwanashe Nyoni (4 units)

Tamika Kwangware (4 units)

Tariro Makuvise (4 units)

Thelma Gokondo, uyo aidzidza paNorth Park Primary School, kuMt Pleasant, akabudawo ne4 units pamwe chete naAnesu Museza wepachikoro chimwe chete ichi uyo akaitawo 4 units.

 

CHIZIVISO:

 

Vana vechikoro muri kukokwa kuti mutumire zvamakakohwa pabvunzo dzeGrade 7 kuKwayedza panhamba dzinoti 0714 200 007.

Related Posts

Tsoko dzakabuda murupasa rwenhaka

Kingstone Mapupu MUNYAYA inoita sebhaisikopu, mumwe mudzimai wekwaMungate, kwaMambo Chinhamora, kuDomboshava, anoti murupasa rwaifanira kupihwa murume wake sechikamu chenhaka yababa vake makabuda tsoko, izvo zvakaita kuti rimwe ziso rake riputike.…

Varimi vacharatidzira zvirimwa nezvipfuyo kushoo vowanda

Muchaneta Chimuka UWANDU hwevarimi vachange vachiratidzira zvirimwa nezvipfuyo zvavo kushoo yegore rino muHarare hwawedzera kakapetwa kaviri kupinda hwegore rapera, unova mucherechedza wokuti Zimbabwe iri kubudirira munyaya dzekurima. Mashoko aya abuda…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *