Varoyi vakamurova: Zinatha

MUMWE wevakuru kusangano ren’anga nemapositori, reZimbabwe National Traditional Healers Association (Zinatha), Sekuru Elisha Mutanga (60), vanoti Munyaradzi akauraiwa nevaroyi.

“Ava varoyi vakanga vachitova nedaka nemwana uyu. Asi zvinoratidzawo kuti huroyi hwevanhu ava hwakafumuka nekuti muroyi chaiye haadi kuonekwa seizvi.

“Pamwe vanhu vaakarambira kugaisira vasina mari yakakwana kana kuti hutsinye,” vanodaro Sekuru Mutanga.

Related Posts

Mutumbi wanhongwa mumugwagwa

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekuKwekwe ari kufeya nyaya yemutumbi wemurume asina kuzivikanwa kuti ndiani uyo wakawanikwa mumugwagwa Elly kuKwekwe. Mutauriri wemapurisa mudunhu reMidlands Inspector Emmanuel Mahoko vanoti…

Mutupo Festival younza mimhanzi nekuzivikanwa pamberi

Munyori weKwayedza MUTUPO unogona kuvhura hurukuro, kubuditsa ukama nekushandura mutorwa kuva hama. Mwedzi waGumiguru uno, pfungwa iyoyo yekuve vemhuri imwe chete inenge iri pakati pedandaro paMhemberero yeMutupo (Mutupo Festival), iyo…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

×