Revai anoiswa mukamba kevasungwa

CHITSAUKO 4 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Mambo anomukarira neizwi rinovhundutsira Revai ndokuona kuti hazviiti kutaura nyaya yake nemudzimai

George anorovera nemotokari pabango

CHITSAUKO 6 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Mudzimai waGeorge anosiya aongorora patemwa pacho, ava kutanga kufamba amai Musekiwa ndokubvunza kuti

‘Buritsa mari ndipe musikana webasa’

MUMWE mukadzi akazvuvira aimbove murume wake kudare achiti anoda kuti mari yemendenenzi iwedzerwe sezvo aida kuzobhadhara musikana webasa anosara nemwana iye achienda kuchikoro.

Star FM: ‘Tiri kupemberera’

NHEPFENYURO yazezesa muZimbabwe nekupa vatereri dapurahunanzva rezvirongwa zvinofadza nekudzidzisa, yeStar FM, nemusi weChitatu svondo rino yakasvitsa makore maviri kubva payatanga kutepfenyura uye iri

‘Ndinoda $4 000 yemendenenzi’

VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akati aida mendenenzi ye$4 000 pamwedzi yekuchengeta mwana mumwe chete kubva kumurume wake uyo waakati anoshandira kunyika yeRwanda

‘Mukadzi ainyanya kuchengera uyu’

PANE murume akaudza dare redzimhosva kuti akapata musha wake ndokusiya mukadzi wake nevana nechikonzero chekuti mudzimai uyu ainyanya kumuchengera nekugara achimutukirira.

Mendenenzi yakadzikiswa

MURUME wekuendesa aimbova mudzimai wake kudare remendenenzi achida kuti mari yaaibhadhara idzikiswe, achiti mudzimai uyu ave kuzvishandira, akadzokera kumba achinyemwerera zvichitevera kudzikiswa kwakaitwa

Vanopisa masango hokoyo!

MUTEVEDZERI wegurukota rinoona nezvekushanyirwa kwenyika, Retired Brigadier-General Walter Kanhanga vakakomekedza masangano anoona nezvekuchengetedzwa kwenharaunda kuti aone kuti vanopisa masango zvisina

Regai kushungurudza vanhukadzi: Mujuru

MUTEVEDZERI wemutungamiriri wenyika, Vice President Joice Mujuru, vanoti Hurumende yakazvipira kurwisa kushungurudzwa nekubatwa chibharo kwevanhukadzi uye zvakakosha kuti mapoka ose abatane mukupedza

Nyama waiwanepi?

MAPURISA eZimbabwe Republic Police anoti haasi kuzodzokera shure mukusunga vose vari kutengesa nyama yemikoto mumigwagwa pamwe chete nemumabhucha sezvo zviri kukurudzira kubiwa kwezvipfuyo pamwe chete

×
×