‘Shasha dzevatambi dziri kudzvanywa’
ZVIKWATA zvenhabvu zvakakurudzirwa kuti zvipe vatambi vanogona vane tarenda mukana wekutamba mutambo uyu pane kuita rusarura.
Zimbabwe Farmers Union yoyambira gmb
SANGANO rinomirira varimi reZimbabwe Farmers Union rakayambira kambani inotenga zvirimwa munyika muno yeGrain Marketing Board kuti isatore zvirimwa zvevarimi isati yava nemari yekuvabhadhara izvo zvinonzi zviri kukonzera kudzikira
Shato 30 dzakaonekwa paguval 20 dzakabatwa neParks l Izvi zvinoshura – N’anga
Walter Mswazie naLoveness Bepete VAGARI vekwaSabhuku Zimhofu, kwaShe Ndanga kuZaka, kuMasvingo, vakasara vaine kutya kukuru apo pane rimwe guva pakawanikwa nyoka dzerudzi rweshato dzaidarika 30 nemusi weSvondo wapfuura.
Pool League yoparurwa
SANGANO reHarare Metropolitan Pool League rinotarisira kuparura ligi idzva reHarare Metropolitan Pool Association munguva inotevera iro richange rine zvikwata 20.
Goredzva nembama…‘Sori ndakange ndakadhakwa’
MARAMBADORO akapinza murume wekuChitungwiza munyatwa zvichitevera kubatwa kwaakaitwa nemhosva mudare yekurova vana mainini vake musi weGoredzva apo aive akadhakwa.
Ishe vorwisa gukuravhu
ISHE Chihota vekudunhu reMarondera kuMashonaland East votungamirira pakudyarwa kwemiti mudunhu ravo rose uye vari kutarisira kuti panosvika gore ra2018 vange vadyara miti inodarika mamiriyoni nedonzvo rekudzivirira gukuravhu.
HIV: Kenya yomhanya!
Catherine Murombedzi NYIKA yeKenya iri mushishi rekuda kuziva zvakawanda pamusoro pendufu dzinokwanisa kudzivirirwa kana madzimai anorarama neutachiona hweHIV akapihwa rubatsiro nenguva yakafanira uye kana vakanyoresa kusikero vachangobata
‘Dzidzo yemuno ichavandudzwa’
BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinoti chirongwa chekuvandudza zvinodzidzwa nevana muzvikoro, cheCirriculum Review Process, chiri kufamba zvakanaka zvikuru uye chichabatsira mukusimudzira dzidzo
musatanist akadashurwa l ‘Ndakaitwa kafiramberi’ l ‘Unokonzeresa tsaona’
MURUME wechidiki wekuDomboshava, wekubuda pachena kuti muSatanist uye kuti iye nevamwe vake vanokonzeresa tsaona vachidya nyama nekunwa ropa revafi, akarohwa zvekuitwa kafiramberi nevanhu vaanoti
Zvivanhu zvipfupi zvabhebha
DAMBUDZIKO remhuri iya inoti iri kugara ichioneswa chitsvuku nezvinhu zvinofungidzirwa kuti zvidhoma kupurazi reMimosa, kuMarondera, ratokwidza makata sezvo zvichinzi “zvinhu” izvi zvamuka chibhebhenenga











