Chitunha Chakaita Chimhuka

Kingstone Mapupu MUNYAYA iri kunzi ine chekuita nemishonga yakaipa, chitunha chemumwe murume wekwaMusana chinonzi chakasanduka chikaita chimhuka chisinganzwisisike apo chainge chiri mubhokisi hama dzichigadzirira kuviga mufi.

‘Ndapfidziswa nenyoka’

Kingstone Mapupu MUDZIMAI wechidiki wekuChitungwiza, nyakubuda pachena gore rapera achiti anoitwa zvinorova nezinyoka pamwe nezvidhoma, anoti nyoka iyi yamupfidzisa sezvo dambudziko iri achiinaro.

Maporofita akapisa $400

Malvern Mugadzikwa naDaphne Machiri MUMWE muporofita wechechi yeNyeredzi Nomwe YeChishanu anoti nguva yapera vakapisa $400 pamwe chete nekamba nenyoka izvo zvavakabata pane mumwe musha uri kwaChiriseri, kwaChinhamora mudunhu

Mukuwasha wekuchiva ambuya akaripiswa

Hardway Nyakuwarwa MUKUWASHA wekunzi akaudza ambuya vake, amai vemudzimai wake, kuti anoda kushinha navo akaripiswa $20 natezvara vake nekuda kwehunhu hwake hwakafumuka uhu.

‘Ndinoda kuti dzinza rikure’

Garnet Zvimba MUMWE murume samusha anoti anoda kuita vana vakawanda zvikuru kuti dzinza rake rikure sezvo ari iye asara oga mumhuri yake zvisinei nekuti ari kutadza kuriritira vana vacho.

‘Nunurai vana ava’

Nyasha Mutena VANA mapatya vekuChitungwiza vanonzi vari kurarama upenyu hwehunhapwa zvichitevera kushungurudzwa kwavari kuitwa nababa vavo naamainini.

Muzukurusikana oda kudzika mbuya demo

Garnet Zvimba MUZUKURU wekunzi anogara achivimbisa kuuraya ambuya vake achiti varoyi akazochechuka amiswa mudare nemuchembere uyu.

Akanyn’udzwa nemufakazi

Sandy Musungata MURUME wekuudza dare kuti anozvindikitwa nemukadzi waakarambana naye uyo aimbomushandira papurazi rake akany’udzwa nemufakazi wake mushure mekunge apupura kuti ainyepera dare.

Akatiza mwana akaremara

Hardway Nyakuwarwa VANHU vaive mudare vakasiririswa apo mumwe mukadzi akati murume wake akamutiza achimusiya nemwana wavo uyo akaremara mitezo achienda kunogara nanyachide.

Chirambadare otongwa mudare

Garnet Zvimba MUDZIMAI wekunzi muroyi nechikomba chake akabva kudare muromo uri mumhuno sezvo mari yaaida yemendenenzi isina kusvitswa paaida.

×
×