Nzira dzekuti nyika igute

Muchaneta Chimuka GURUKOTA rezveminda, kurima, hove, mvura nekugariswa kwevanhu kumaruwa – Dr Anxious Masuka – nguva pfupi yadarika vakaparura chirongwa cheNational Food Systems Dialogue muguta reHarare icho chiri maringe nekusandura…

Uraya mwana ndikuroore

Luthando Mapepa ari kuCHIPINGE MUKADZI nechikomba chake vekuChipinge vari kunzi vakafurirana kuuraya mwanasikana wemukadzi uyu aive nemakore mana okuberekwa uyo waakaita nemumwe murume nechinangwa chekuti vakwanise kuroorana. Langton Sithole (30)…

Hama inotonga mumba ndeipi?

Kingstone Mapupu ANOTONGA kana kudiwa pamusha pakati pehama dzemurume kana kuti dzemukadzi vari muwanano ndiani? Kwayedza svondo rino inoita ongororo pamusoro penyaya iyi ndokunzwa mavhu nemarara. VaGivemore Matanhire (52) vanogara…

Akasiya huticha kunorima

Kingstone Mapupu MURIMI anogara mumusha weRiverside Park, kuChitungwiza oita zvinorova nechibage chemuChirimo icho chave kutoibva pamwechete nezvimwe zvirimwa zvakasiyana. VaStanley Mawire (52) vepaPlot number 4001 vanoti vakasiya basa rehudzidzisi ndokupinda…

‘Unzai mbavha’

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) anoti nyaya dzine chekuita nehumbavha hadzigariswe munharaunda kuburikidza nevatungamiriri vanosanganisira madzishe nemasabhuku, asi kuti dzinoendeswa kumatare edzimhosva. Yambiro iyi inotevera nyaya dzekubirana dziri…

Muroyi akazviitira tsvina abatwa

Liberty Dube MUDZIMAI anogara mubhuku raChiutani, kuChimanimani, wekubvuma kuti muroyi, akamiswa mudare raMambo Saurombe nemhosva yekuda kubvuta kasvava kubva kune mumwe mukadzi waanogara naye mubhuku rimwechete apo ainge ari musvo.…

Kupedza AIDS nekuderedza kuroodzwa kwevana

PAMAKORE 27 ekuberekwa, Precious Nyatande akanga atova nemwana ane makore 14 ekuberekwa. Akaroorwa aine makore 13 ekuberekwa asi anopika kuti haazofi akatendera mwanasikana wake kuti ange achitevedza matsimba ake. Nyatande…

Shoroma yevakadzi 15 yonetsana nemwana

Gibson Mhaka MUZVINHABHIZIMISI wekuKwekwe uyo ane madzimai 15 nevana 69 ari kunetsana nemumwe wevanakomana vake mushure mekubuda kwerunyerekupe rwekuti ari kushandisa “juju” kuti abudirire uye kuti anoda kuuraya baba vake…

Makoronyera emvura orongerwa

Muchaneta Chimuka KUTANGA mumwaka uno wekurima zvirimwa zvemuchando, sangano reZimbabwe National Water Authority (ZINWA) richashandisa ruzivo rwechizvino-zvino rwekuongororora mashandisirwo ari kuitwa mvura pedyo nenzizi nemadhamu kuburikidza nenzira yeGeographical Information System…

‘Vaimbi ngatisarivare’

Abel Ndooka MUIMBI wemusambo wePansula, Traditional neSungura — Umali “Papah Jawah” Jawad — anoti zvinofadza zvikuru kuti chichemo chavo sevaimbi chakatambirwa neHurumende kuti vachitanga kuita mashoo asi zvakakosha kuti vasavarairwe…

×
×