Vechidiki voramba kuchapa muMbare

Abel Ndooka VECHIDIKI vanogara mumusha weMbare, muguta reHarare, vakatanga chirongwa chekuchenesa nzvimbo iyi izvo zvakavaona vachibvisa marara panhandare yeStodart Hall apo pange pave kurasirwa marara neveruzhinji uye huswa huchisiiwa huchingoreba.…

590 000 vasungwa

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) vanoti vasunga vanhu vanoda kusvika 600 000 nekuda kwemhosva dzine chekuita nekutyora mitemo yekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 kubvira munaKurume wegore rapera apo pakanyuka…

Zimbabwe yotenga   mamwe majekiseni

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti yakamirira kusvika kwemamwe majekiseni 600 000 emushonga weSinopharm vaccine wekudzivirira chirwere cheCovid-19 ayo akatengwa kunyika yeChina. Pamusoro pezvo, bazi rinoona nezvehomwe yenyika rakapa mvumo yekuti mamwe…

Mudzimai oita mashura nehuku

Muchaneta Chimuka MUDZIMAI nyanzvi mukupfuiwa kwehuku — Evangelitsa Chekera, uyo anova zvakare managing director wekambani yePassion Poultry — anorumbidza kuwana kuzvitonga kuzere kweZimbabwe achiti kwakaita kuti vanhu vatema vakwanise kuzvivambira…

Baba nemwana pamukadzi 1

Gibson Mhaka ari kuGOKWE VAGARI vemubhuku raMarumisa, kwaMambo Nemangwe, kuGokwe, havana neremuromo zvichitevera nyaya yababa nemwanakomana wavo avo vanonzi vari kupedzera “nyota” yerudo pamukadzi mumwechete uyo atove nepamuviri. Nyaya iyi,…

Mupositori akaponda mudzimai

Kingstone Mapupu MURUME wekwaMusana, kuBindura, ari kutsvagwa nemeso matsvuku nemapurisa eko achinzi akaponda mudzimai wake wechigumi nemumwe pabarika uyo waaipomera kuita gumbo mumba gumbo panze. Mutauriri wemapurisa kudunhu reMashonaland Central,…

Amai voita bonde nevana vavo 3 . . . . vakandwa mujeri kwemakore 20

Muchaneta Chimuka MUNYAYA inoshamisa zvikuru, mudzimai wekuBeatrice ane makore 58 ekuberekwa akapihwa chirango chekugara mujeri kwemakore 20 nemhosva yekuita bonde nevanakomana vake vatatu vanoti wemakore matanhatu ekuberekwa nepatya ane makore…

Nhabvu yadzoka . . . DeMbare, Bosso zvobandana

 Abel Ndooka KUNOTSVA demo kugo­sara mupinyi nemusi weSvondo kunhandare yeNational Sports Stadium muguta reHarare uko makara asionane – Dyna­mos neHighlanders FC – zvi­chatatsurana mumutambo wePresident’s Independence Day Trophy (Uhuru Cup).…

Rusununguko bho: Mujaji

Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa mumujaho wekumhanya — Elliot Mujaji — anoti kuwana kweZimbabwe kuzvitonga kuzere mugore ra1980 kwakaona nyanzvi dzezvemitambo yakasi­yana dzichiwaniswa mikana yakakura yaka­dai sekuenda kunokwik­widza kumitambo mikuru yemaOlympics…

200 000 vadzoka kumba

Rumbidzayi Zinyuke MARI inosvika US$10 miriyoni inonzi iri kudiwa kushandiswa kutsigira raramo yevanhu vanodarika 200 000 vemuZimbabwe avo vakadzoka kumusha kubva kunze kubvira pakanyuka chirwere cheCovid-19 gore rapera mushure mekugara…

×
×