Regai kuungana: Mambo
Kingstone Mapupu MAMBO Muusha vekwaMutare, kudunhu reManicaland, vanoti zvakakosha kuti veruzhinji vambosiyana nemamwe magungano anoitwa panguva ino echivanhu anosanganisira nhimbe, kurova makuva, mapira nezvimwe zvakadaro nechinangwa chekudzivirira kupararira kweCovid-19. Pasi…
Mabhawa haasati anzi achivhura
Tandayi Motsi HURUMENDE inoti mabhawa nedzimwe nzvimbo dzekutandarira dzinosanganisira manight club hazvisati zvave kutenderwa kuti zvivhurwe zvichitevera njodzi iripo yekuti panogona kunyuka chirwere cheCovid-19 ketatu (third wave). Vachitaura kuvatori venhau…
Batsirai mwana ozvimba dumbu
Kingstone Mapupu MWANA ane makore 11 okuberekwa ari kuita Giredhi 4 paChikumbiro Primary School, kuMbizo, kuKwekwe ari kutsvaga rubatsiro rwekuti akwanise kuenda kunyika yeIndia kunovhiiwa zvichitevera dambudziko rechirwere chemwoyo iro…
Vana 2 vekupondwa: Sekuru asungwa
Muchaneta Chimuka NYAYA yekupondwa kwevana vaviri vemhuri imwe chete, Dilan naMelissa Benza, vose vaive nemakore manomwe ekuberekwa svondo rapera kudunhu reMambo Mutasa, kuNyanga, yokwidza makata zvichitevera kupomerwa kuri kuitwa sekuru…
Vapi veropa vari kuwanda: NBSZ
Boitumelo Makhurane NATIONAL Blood Service Zimbabwe (NBSZ) inoti huwandu hweropa riri kupihwa nevakazvipira huri kukwira kubvira pakavhurwa zvikoro munaKurume kana zvichienzaniswa nenguva yadarika apo nyika yange ichiri pasi pechirongwa chekudzivirira…
Ruzivo rweCovid munharaunda
Muchaneta Chimuka VABATSIRI vezveutano munharaunda (Community Health Workers on Covid-19) vari kuita mabasa makukutu ekufundisa veruzhinji nzira dzekurwisa chirwere ichi dzinosanganisira kubaiwa majekiseni, kuregedza kuungana nekupfeka mamasiki. Muhurukuro neKwayedza, VaPatrick…
Musatyire vana muzvikoro: VP
Tandayi Motsi VICE-PRESIDENT Constantino Chiwenga – avo vanova zvakare gurukota rezveutano nekurerwa kwevana – vanoti Hurumende yakatora matanho akasimba ekumisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 muzvikoro izvo zvaona zvinhu zvichigadzikana muzvikoro zvakanyuka denda…
Muimbi Kapfupi arwara
Kingstone Mapupu MUIMBI ane mukurumbira – Freddy “Kapfupi” Manjalima, uyo anove zvakare shasha yemitambo yemadhirama – anoti ari kurwara nemudumbu umo mamutambudza kwenguva yakareba. Kwayedza nemusi weChipiri svondo rino yakashanyira…
Chechi yobatsira vechidiki
Kingstone Mapupu CHECHI iri mumusha weSally Mugabe Heights, pedyo neDomboshava, iri kusimudzira raramo yevechidiki panguva ino yekurwisa chirwere cheCovid-19 nekuvatsigira munyaya dzedzidzo nemabhindauko emabasa emaoko. Holy Baptised Apostolic Faith inotungamirirwa…
10m vanofanirwa kubaiwa nhomba
Muchaneta Chimuka BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinoti kunyangwe zvazvo huwandu hwevanhu vari kuenda kunobaiwa majekiseni enhomba ekudzivirira chirwere cheCovid-19 huri kuwedzera, zvakakosha kuti veruzhinji vatambire chirongwa ichi kuti nyika izadzikise…











