Anopumha amai huroyi achivatuka nezvinyadzi

Orpah Mukotekwa AMAI vekugaroshungurudzwa nemwanakomana wavo vachirohwa, kutukirirwa nekupumhwa huroyi vakazoguma vanopotera kudare.

‘Musabirire makore evatambi’

NHENGO yesangano rinoona nezvenhabvu munyika reZifa, John Phiri, akakurudzira zvikoro pamwe nezvikwata zvenhabvu kuti zvisiyane netsika yekubiridzira makore evatambi sezvo maitiro akadai aya achikanganisa matarenda

Kudzivirira tupukanana

Chii chinonzi Intergrated Pest Management (IPM) ? Iyi inzira yekurwisa hudyi kana kuti tupukanana muzvirimwa kuburikidza nekutora matanho anozivikanwa.

James Anderson haasi kuzotamba mitambo yese

MUTAMBI wecricket weEngland James Anderson haasi kuzotamba mitambo yese yeODI apo vachasangana neSri Lanka, sangano reEngland neWales Cricket Board rakazivisa.

Mabelreign Girls High iri mugwara

MUKURU wedzidzo mudunhu reHarare Metropolitan Province, VaChristopher Kateera, vanoti vana vechikoro vanofanira kudzidziswa tsika nehunhu hwakanaka pamwe nenhoroondo yekwavakabva kuti vagove neremangwana

A-LEVEL — MUBAIRO: George ava kuendeswa kuchipatara chekuHarare

CHITSAUKO 20 (Ongororo: Enderero mberi) Kunyangwe zvazvo chiri chitsauko chakadupikisa, chakapaka kunge gidi. Muchitsauko ichi tinonyatsoona unhu hwaKamukombe, azere nekutsvinya kushanda haadi asi anoda kukohwa zvakohwiwa nevamwe.

Varimisi ngavatsigirwe

HURUMENDE yakakurudzirwa kuti itore matanho ekuona kuti varimisi kana kuti madhomeni vawana zvinhu zvakakwana zvekushandisa pamwe nekuve neruzivo rwechizvino-zvino nedonzvo rekusimudzira mabasa ekurima

‘Rimai zvamunogona’

SANGANO reZimbabwe Farmers Union rinoti zvakakosha kuti varimi varime minda inoenderana nezvekushandisa zvavanenge vanazvo zvakaita sefetereza, mbeu nemisonga yekufiritisa mbesa kana vechida kuve nepundutso

Vogadzira makuva ehama neevatorwa

VAGARI vekwaMakwarimba, kuHwedza, vadzokera pasichigare – vari kukurudzirwa nasadunhu weko kuremekedze vanhu vose vakafa munzvimbo iyi kuburikidza nekuvakirira makuva ehama dzavo pamwe chete

Votsvaga $5 000 yekupedzisa kiriniki

VANHU vanosvika 18 000 vekwaShe Mangwende kwaMurehwa, avo vane dambudziko guru rekushaya kiriniki pedyo navo vanotarisirwa kubatsirikana zvikuru zvichitevera kuvakwa kwekiriniki yepaChidiya.

×
×