Sadunhu odya marasha . . .‘handidi madofo muno’
VABEREKI vasiri kubhadharira vana vavo mari dzechikoro kudunhu raMakwarimba, kuHwedza, vave kutorerwa zvipfuyo zvavo zvakaita semombe izvo zvinozotengeswa mari yacho yoendeswa kuchikoro.
‘Chikwereti chandiremera, ndatova kuita chipfambi’
KUTORA mari yechimbadzo kwakaparira mumwe mukadzi uyo akapedzisira oenda kumabhawa kunoita mabasa echipfambi nechinangwa chekuti adzosere mari iyi.
‘Koshesai utano hwevashandi’
Steve Mapfumo MURIMI anobatsirikana zvikuru kana achigara achiona mafambiro ebasa papurazi rake achikoshesa utano hwevashandi sezvo kana vasina utano hwakanaka zvinodzosera budiriro kumashure.
Chirwere cheEbola chinorapika here?
CHIRWERE cheEbola, icho chazunguza pasi rose — kunyanya kunyika dziri kuWest Africa uko kwachauraya murakatira wevanhu — chaita kuti vanhu vagare vakabatira hana mumawoko sezvo chichiuraya nekukasika.
A-LEVEL — MUBAIRO: Musiyiwa anonzi uri bhoi naKamukombe
CHITSAUKO 19 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Achifunga kudaro, mudzimai anobva asvika paposvo ndokunyora tsamba yaanotumira kwaMurehwa kuvabereki
Chikwapuro chemudzidzisi…Anoita kuti vana vatsvunhe
MUDZIDZISI wepaZengeza High 1, kuChitungwiza, uyo anove chikwapuro pakufundisa, ane vana vanodarika 40 vakabuda nema”A” pabvunzo dzeHistory paA-Level dzegore rapera, anoti kupa vana basa rekuita kana vave kumba
Ndiri mukadzi ane makore 20
MAKADII veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 23 nemwana 1 ndinotsvagawo mukadzi wekuroora, handina chirwere. Vanofarirawo nezvangu munondibata pa0783 401 595.
Akaba marata epachechi
MBAVHA yekubatwa nemhosva yekuba marata masere echechi yeZion kuChitungwiza ayo anokosha $110 yakatongerwa kubhadhara mari yekuadzosera.
Sibanda ochema nevakotsveri
SHASHA yetsiva, Monalisa Sibanda (31), ochema-chema nekushaikwa kwevakotsveri vemutambo uyu izvo anoti zviri kudzosera budiriro yawo kumashure.
MAONERO EDU: Mubereki rongeka, bhadharira mwana mari yekuchikoro
PANE chirevo chinoti, “Munhu akakumbira hove usamupe asi kuti mupe chirauro agokwanisa kuzviraurira hove oga mune ramangwana.”






