Vokweshana mumakwikwi ekurodza pfungwa

Daphne Machiri GADZIRIRO dzemakwikwi eNational Debate Competition, ayo achaitwa nguva pfupi iri kutevera aine chinangwa chekubatsira vadzidzi nekuvarodza pfungwa dzavo, dzave padanho repamusoro. Muhurukuro nemunyori mukuru weHarare Polytechnic Debate Society, Karen

Akaitira weti mupoto. . . agumburiswa nemukoma wake

Nyore Madzianike MURUME wekuWarren Park D, muHarare akaendeswa kudare redzimhosva nemukoma wake achipomerwa mhosva yekuitira weti mupoto pamwe nekuparadza midziyo yemumba mushure mekunge vanetsana. Alban Mutambisi, uyo anogara panhamba 440 5/137…

Bhasikoro raMusiyiwa rinoponja vhiri remberi

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 9 (Ongororo: Enderero mberi) Amai vaTichaona zvekurwa vanozvinzwisisa, havadi zvekujairirwa saka vachidimikira vachiti, “Handikungirwe hata yemapepa ini” (41). Vanovayeuchidza zvavakaita majaya matatu ekwaChimunhondo. Madzimai maviri aya anobva atya.…

Varwi vashe vanoronga zvekudzokera kumusha

Ticha Ticahziva CHITSAUKO 6 (Nyaya yacho) Chiremba anotaura zvinoita kuti varwi vose vati zi-i kunyarara achivaudza kuti zvose izvi zvainge zvaitika nepamusana pekaharahwa Dendera kasingadi kushandura zvakanenge kafunga. Apedza kuparidzira…

Pfuti yakatsiviwa nedovi

Memory Mangombe MURUME wekuNyamatikiti, kuRushinga, uyo ari pamudyandigere, oita zvinorova kuburikidza nebhindauko rekukuya dovi achitengesa. VaLameck Mazowe vanoti vakwanisa kusimudzira upenyu hwavo kuburikidza nebhindauko iri. “Mushure mekuenda pamudyandigere apo

‘Marara pose pose kwete’

Nyasha Mutena VERUZHINJI pamwe nevemakambani vanokurudzira kuti vasasvibise nharaunda dzavo kuburikidza nekungorasa marara pose pose nechinangwa chekudzivirira kunyuka kwezvirwere pamwe nekuchengetedza nharaunda dzakachena. Kurudziro iyi yakabva kuna VaSteady

Kebvunde inoda dzimba dzematicha

Kingstone Mapupu CHIKORO cheKebvunde Primary School, icho chiri kwaNematombo, kuHurungwe, chinonzi chiri kutizwa nevadzidzisi nekuda kwekushaikwa kwedzimba dzinokwanirana uye dzimwe dzedziripo hadzina kukodzera kugarwa. Mashoko aya akataurwa nasabhuku wemusha waManjinjiwa,

NDINI UYO: AMANDA Ngoma

Ndine makore 21 okuberekwa uye mutupo wangu ndiMachuma. Ndine vanakomana vaviri, Roy naRayn. Ndinovenga vanhu vanoita sevanondifarira ivo vasingandide uye handina hukama nevanhu vanoda kutarisira vamwe pasi zvisinei kuti vanowana…

Zimplats inokoshesa utano hwemushandi

ZVINOKOSHESHWA nevanhu zvakasiyana-siyana asi kambani inochera platinum kuNgezi yeZimplats inoti mushandi ndicho chinhu chekutanga chinokosha zvakanyanya kwairi. Izvi zvakakaziviswa nageneral manager wekambani iyi, VaTakawira Maswiswi, svondo rakapera

Vakakumba mibairo yeVaseline

Sandy Musungata AKANGE ari makuwerere kuOverspill, kuEpworth svondo rapera uko vagari veko vakakumba mibairo mumakwikwi eVaseline Winter Warmer Promotion. Mibairo iyi yaisanganisira chitofu chegas, generator, maayini, maketero nemafuta eVaseline, ayo aipihwa…

×
×