Makuwerere kumakwikwi eNAPH
Muchaneta Chimuka KWAKANGA kusingadanwi anonzwa kumakwikwi eNational Association of Primary School Heads (NAPH) ezvikoro zvemuHarare ayo akaitirwa paAquatic Complex, kuChitungwiza, nomusi weChishanu chadarika. Makwikwi aya aisanganisira mitambo yepasichigare nekuimba. Mitambo…
Mudzimai oita zvinorova papurazi
Muchaneta Chimuka MADZIMAI akasiyana ari kusimukira zvikuru munyaya dzemabhizimisi anosanganisira kurima uye mumwe wevanhukdzi vari kuita zvinorova munyaya dzekurima ndiMai Irene Makamba avo vanorimira kuBlue Ridge Farm, kuGoromonzi. “Ndava nemakore…
Dzidzo yakawedzerwa mari
Joseph Madzimure CHIKAMU chedzidzo ndicho chakapihwa mari yakawanda kudarika mamwe mapazi eHurumende inova $10,7 bhiriyoni mubhajeti regore rinouya. Mari iyi ichashandiswa nebazi redzidzo repuraimari nesekondari pamwe chete neredzidzo yepamusoro, sainzi…
Pane vanhu hapashaye mutauro
BEMBERA PADARE naWedzerai Nhemachema PANOGARA vanhu vakawanda munharaunda, nemitauro inowandawo. Asi munhu akaziva mutsauko wechanaka nechakaipa, kugarisana zvakanaka ipfuma huru muhupenyu hwevanhu. Kuti vanhu vagarisane zvakanaka, panoda dzidziso yakawanda. Dzidziso…
Chii chaitika kumaticha?
SVONDO rino tine nyaya inoshatirisa pamwe nekunzwisa hurombo zvikuru — nyaya ine vhidhiyo riri kutenderera iro rinoburitsa mumwe mudzidzisi achirwisana nemwanasikana wechikoro uyo akapfeka yunifomu pachikoro apo vamwe vana nematicha…
Mukadzi roja owaridza mubhedha walandlord …. ‘Musarwadziwe, ndini ndinotumwa nababa’
Nyasha Bvudzijena MURUME anova muridzi wemba iri mumusha weKuwadzana, muHarare, anonzi ari kutsika madziro achiramba kuti roja rake rechidzimai — iro rinotsvaira mubhedhurumu make nekumuitira mamwe mabasa — ridzingwe pamba…
Maticha obairwa zvitupa…5 000 vakatotanga kunyoresa
Paidamoyo Chipunza MATICHA 5 000 vakadzidzira basa vakatotanga kunyoresa kutsvaga mabasa nemusi weMuvhuro uno kumatunhu akatekeshera nenyika apo Hurumende iri kutora matanho ekuderedza huwandu hwevarairidzi vasiri kushanda. Kunyoreswa uku kuri…
Tava kuda dzidzo yazvino: Thabela
Munyori weKwayedza HURUMENDE inoti ine hurongwa hwekutanga maSmart Classrooms (E-Learning) muzvikoro zvepuraimari ekukurudzira kushandiswa kwemakombiyuta mukudzidza kwevana nedonzvo rekuti vafambirane nenguva uye vagozova nehunyanzvi hwekugadzirisa matambudziko anosangana nenyika mune remangwana.…
‘Futi ndiwe wakandizadza HIV’
Nyasha Bvudzijena MURUME samusha akazochema-chema mudare redzimhosva achiti akagurwa kunorira nemudzimai wake uyo asina kumubudira pachena pavakaroorana kuti ari kurarama neutachiona hweHIV zvikazoita kuti amutapurire hosha iyi. Kufakunesu Kembo akamhan’arira…
MARARA POSE POSE!
Chirongwa chino chakanangana nekuva neZimbabwe yakashambidzika, isina huchapa nezvirwere uye inoyevedza. Ngatibatsiranei kushambadza nharaunda dzedu. Kuti izvi zvibudirire, tinokurudzira vaverengi kwamuri ikoko kuti mutitumire mifananidzo yose yemarara yamunoona, kana vanhu…









