Vovandudza makuva emagamba
SANGANO reZimbabwe Heroes Shrines Services and Education Trust (Zihsset) rinoti riri mushishi yekuvandudza nzvimbo dzakavigwa magamba munyika muno nekunze kusanganisira kuChimoio, kuMozambique.
Haufe, nyangwe ukati eke!
NDAKASHEVEDZWA nesangano rinoshanda nevanhu vatarisana nerufu. Vaida kuti nditaure pamusoro perufu nekufa. Ndakashaya kuti ndinotangira papi.
Mutambi Takaidza otarisa mberi
SHASHA yenetball inotambira maGems uye neOlympic Dam yekuAustralia – Joice Takaidza – anoti vatambi vemutambo uyu vemuno vanofanirwa kuzvibata kana vachida kusvika kure.
Kuchengetedza vanhu mungano
SVONDO rino tinopedzisa mubvunzo uyo watakatanga svondo rapera.
Zvinongoda gadziriro yakakwana
INO inguva yatakamirira kuuya kwegoho rebvunzo dzatakapedza gore rese tichigadzirira zvekuti hana dzedu dziri kuita kubika manhanga chaiko. Hapana ari kuziva zvichabuda mubvunzo idzi nekuti vanamazvikokota vari mushishi izvozvi kukwenya mapepa zvekuti panonopererawo mwedzi waMbudzi tichinopinda munaZvita, tinenge toziva kwatananga nekuti goho rinenge rava mumaoko edu.
Akavhura murume dumbu
MUDZIMAI wemubhuku rekwaTama kwaMambo Chamutsa, kuBirchenough, anonzi akazvambaradza murume wake apo akapwanyira bhodhoro redoro mumusoro make, ndokubva amucheka-cheka dumbu nemagirazi kusvika abuda ura achimupomera kuti ari kupedzera mari kuhwahwa.
‘Zvatinotarisira muBudget’
Malven Mugadzikwa NHASI gurukota rezvemari, Professor Mthuli Ncube, vachatura mashandisirwo achaitwa homwe (budget) yenyika mugore ra2020. Veruzhinji vari kutarisira shanduko nekurerutswa kwemafambiro ari kuita upfumi hwenyika. Vamwewo vanotarisira kuti upfumi…
Amai muri muroyi: Mwana
Hazel Marimbiza MUDZIMAI anogara mumusha weOld Magwegwe, kuBulawayo, anoti ari kushushikana zvikuru nemwanakomana wake uyo anotaura kuti anoita kuti iye ashinhe nezvidhoma zvake. Maria Ndlovu anoti Xolisani Ncube anotaura mashoko…
Akavhura murume wake dumbu
Muhamed Komboni MUDZIMAI wemubhuku rekwaTama kwaMambo Chamutsa, kuBirchenough, anonzi akazvambaradza murume wake apo akapwanyira bhodhoro redoro mumusoro make, ndokubva amucheka-cheka dumbu nemagirazi kusvika abuda ura achimupomera kuti ari kupedzera mari…
Vana 20 000 vosiira chikoro panzira
Thandeka Moyo VANA vanosvika 20 400 munyika yose vanonzi vakasiira chikoro chepuraimari panzira, vamwe vacho mushure mekuroorwa muna2018 uye pari zvino Hurumende iri mushishi kutora matanho ekuti mwana wose akwanise…




