Mabviravira motosunga dzisimbe: Nsingizini

Eddie Chikamhi MURAIRIDZI weNsingizini Hotspurs, Mandla Qhogi, anoyambira chikwata cheScottland kuti chitarisire mutambo wakasiyana zvachose pachasangana zvikwata zviviri izvi mumutambo wechipiri wakakosha mumakwikwi eCAF Champions League munhandare yeSomhlolo kuEswatini Mugovera…

Hondo yekurwira mubairo we‘Golden Boot’ yakora muto

Fungai Muderere ZVIBODZWA zviri “kungonaya” mumakwikwi eZimbabwe Premier Soccer League (PSL) emwaka wa2026, paine 476 zvanwiswa mushure memitambo makumi maviri nemisere yatambwa, uye chinangwa chekusvitsa zvibodzwa 500 chave pedyo pedyo…

Kurai orumbidza Macheso

Trust Khosa KURAI MAKORE orumbidza nyanzvi yemusambo wesungura, Alick Macheso, achimuti munhu akapfuma neruzivo neuchenjeri. Anotizve ruzivo rwaMacheso runofanira kushandiswa zvizere nevaimbi vechidiki. Mutungamiri wechikwata cheBlack Lions Band, uyo achangodzoka…

‘Vashandi veHurumende rongerai remangwana’

    Lovemore Kadzura   VASHANDI veHurumende vanokurudzirwa kuchengetedza mari yavo nekuishandisa zvine ungwaru kuitira kuti varambe vachirarama hupenyu hwakanaka mushure mekunge vasiya basa vave pamudyandigere. Mashoko aya akataurwa naMai…

EMA yoshandisa michina yemuchadenga mukurwisa moto wesango

    Muchaneta Chimuka SANGANO reEnvironmental Management Agency (EMA) riri kuvandudza mabasa aro ekurwisa moto wesango kuburikidza nekushandisa michina yechizvino-zvino yemakombiyuta kusanganisira yemuchadenga (Satelite Computer-Generated Risk Mapping). Izvi zvinoita kuti…

Murume (23) ogara mujeri kwemakore 20 abata chibharo nekuba

  Peter Matika MURUME ane makore 23 ekuberekwa wekuFilabusi akatongerwa kugara mujeri kwemakore makumi maviri mushure mekunge iye nemumwe wake vatyisidzira vanhu vaviri vakaroorana pamba pavo, ndokuzobata mukadzi wacho chibharo…

Motokari yemakororo yabatira moto achitiza negoridhe

     Kingstone Mapupu MAKORORO matanhatu aive aba goridhe rinokosha US$16 500 paDraw Mark 19 Mine, kuMberengwa akazoita chitsoka ndibereke achitiza nemune rimwe sango mushure mekunge motokari yavo yabatira moto…

Murume (30) abatwa huruweki muchimbuzi ndokubirwa US$100

    Mthokozisi Ncube MURUME ane makore makumi matatu ekuberekwa wekuPumula South, kuBulawayo akabatwa huruweki nemakororo matatu aiva nemapanga ndokubirwa US$100 apo akange apinda muchimbuzi kuti azvibatsire, kuThorngroove. Assistant Inspector…

Kawara adzoka mudariro na‘Ndokekutanga’

Zvikomborero Parafini MUSHURE memakore ane chitsama achidakadza voruzhinji muZimbabwe nenziyo dzerudo dzinobata mwoyo, Alexio Kawara, adzoka zvine mutsindo — asi panguva ino, ari kutarisa nyaya dzerudo nemaziso emunhu akura uye…

Mwana (2) ane gomarara otsvaga rubatsiro

Kingstone Mapupu MHURI inogara mumusha weDema Phase 3, kwaSeke inoti iri kutsvaga rubatsiro rwemwana wemakore maviri okuberekwa uyo akazvimba musoro nekuda kwechirwere chegomarara. Mwana uyu, Kupakwashe Nyemba, atambura nekuda kwechirwere…

×