Nyama yegarakuni kunaka!
NYAMA yegarikuni kana kuti toki ine kudya kunovaka muviri semapuroteni uye pakubiika haidi kuitwa zvekungobvonga-bvonga asi kuti inoda kunyatsokaringwa nemazvo.
Door rekufunga rakadonha mupfungwa
HANDISI munhu anovaviwa nemhezi dzeruvengo. Zvakarewo handisi munhu anovenga, nekuti ruvengo rwakafanana nenyama yakatsvukirira uye iri kunhuhwirira, asi isingadyike nekuti yawanzwa sauti.
Kunhonga vhunze nemuromo kudii?
MAGGIE anonhonga vhunze nemuromo paanosvika muimba yekutandarira achisimudza Mbuya Haruna kuti vagare mumasofa mavairambidzwa naCindy achiti vaizadza fodya yebute. Pasina nguva anobva ashevedzwa naCindy muimba yekurara maaive ndokusvika achipopoterwa achinzi wakapusa chaizvo uye ziva kuti hausi amai vemba.
MAONERO EDU: Ngatizorore, asi tisakanganwe!
YASVIKA nguva iya yegore inofarirwa nevanhu vakawanda – yezororo rekuwana kweZimbabwe kuzvitonga kuzere (Independence Day) rakabatana nerePasika.
Zvekuita kana munhu ashungurudzwa
KUSHUNGURUDZWA nenzira yebonde kunoreva kubatwa chibharo kana kuedza kuita zvinhu zvinogumisira zvakonzera nyaya dzechibharo pachishandiswa chisimba, hudzvanyiriri nekusaenzaniswa kwemikana.
Tsika dzinoitwa panofa munhu
GUDZA ratiri kuedza kuwaranyura rakakurisa zvekuti kuti tigone kubva tariti waranyu rese rinorema, nekudaro tinobata pano neapo tichiedza kuti zviringane.
Vaipfeka nhembe
SVONDO rino tinopedzisa ongororo yetsika nemagariro evanhu muchinyakare.
Anofamba ari musvo
MUDZIMAI wekuWaterfalls, muHarare, anoti murume wake anoita katsika kekufamba ari musvo mumba mune vana vavo achimutuka zvinyadzi.
AMAI ABHIBHO: ‘ISU TARWADZIWA’
VAMWE vanga vachishanda neshasha yemutambo wedhirama unonzi Mawoko Matema – Bibiana “Amai Abhibho” Mapuranga – vanoti varasikirwa zvikuru nekufa kwemutambi uyu sezvo anga chipfumisa basa ravo zvikuru.
IDAI: President vari mberi…Voshingaira kuti vanhu vabatsirwe
Elita Chikwati MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mnangagwa nemusi weChitatu chino vakaita musangano nemapazi akasiyana eHurumende pamwe nemakambani ari kubatsira mukuvakwa kwezvakasiyana kunzvimbo dzakaparadzwa nemvura yemafashamu yeCyclone Idai nechinangwa chekuti basa iri…




