Nzou haikwane mubhuti reHonda Fit

KUFARISA kwagara kune ngozi nekuti kunoreva kufara kunenge kwapfurikidza zvekupinda parobhoti rakatsvuka nemudhudhudhu kuchiuya gonyeti. Kufarisa idhimoni rinopfeka vanhu vakawanda zvekuti dhimoni iroro parinenge rakavabata, vamwe vanokuudzai kuti nzou inokwanisa…

Ziva-

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti sambani kana kuti hweru. Vamwewo vanoiti hwiribidi. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi: Sambani/hweru – Gift Bomba, Grade 7 Brown, Makomo Primary, Epworth. Sambani/hweru –…

Vana vakapihwa masanitary pads

Daphne Machiri SANGANO rinobatsira vanasikana vanobva kumhuri dzinotambura, rePATH Initiatives, riri kusimudzira utano hwavo muzvikoro kuburikidza nekuvawanisa zvekushandisa panguva yekutevera (sanitary pads) pachena. Nguva pfupi yadarika, sangano iri rakapa masanitary…

‘Nyoka yeraki yandishupa’

Hazel Marimbiza ari  kuESIGODINI “MAPURISA, mapurisa! Ndauya kuzosiya nyoka yangu yeraki iyi kwamuri, ini yava kundinetsa. Zvayava kuda handichazvikwanisa . . .”

Kudanana nemukadzi wemuridzi . . .

Ngoma ndiyo ndiyo Kingstone Mapupu MURUME wemuHarare wekubuda muKwayedza svondo rakapera paseri nenyaya yekuti sikarudzi yake iri kuramba iri “pahasha” zvichitevera kudanana kwaakaita nemukadzi wasahwira wake anonzi “ngoma ndiyo ndiyo”…

‘Musasiye matura asina zvinhu’

Kingstone Mapupu VARIMI vokurudzirwa kuti vasiyane nekatsika kekutengesa zvirimwa zvose zvavakakohwa mwaka wadarika zvichitevera yambiro yavanamazvikokota vezvemamiriro ekunze yekuti mwaka uno mvura ingangonaya shoma.

Muchatiguta: Masomere

Abel Ndooka MURAIRIDZI weManica Diamond, Luke ‘Vahombe’ Masomere, anoti chikwata chake icho chiri kukwikwidza muCastle Premiership kekutanga gore rino chauya zvachose uye hachina wachinovhunduka.

Opura mari nehuku, nguruve

Kingstone Mapupu MURIMI anobva mumusha waSabhuku Zihundi mudunhu raMambo Mangwende, kwaMurehwa akurumbira nekupfuya huku dzechivanhu dzinosanganisira majongwe nesheshe uyewo nedzemazai rinova basa raita kuti adzinge nzara mumba make nekuzviwanira mari…

Gudo pweshe murusero

Kingstone Mapupu CHEMBERE yekwaMurehwa iyo yaidyara chibage ichibatsirana nevanhu vemaricho yakabereka tsoka kutiza mumunda nevamwe vayo apo horomba yegudo yakasvikogara murusero rwaiva nembeu, ndokutanga kuringaringa yakadendemara imomo.

Tine juju: Zitsotsi

‘Hatibatwe nemapurisa’ Abel Zhakata ari   kwaMUTARE CHIKWATA chembavha dzaiba dzakapakata zvombo icho chaipinda mudzimba nechisimba pamwe nekubata chibharo nyaya dzinosvika 21 munzvimbo dzinogara shoroma kwaMutare chinonzi chaishandisa juju kuti chisabatwe…

×