Mudumbu mangu munotamba

MUBVUNZO: Sekuru, ndaita dambudziko remudumbu nemakumbo. Makumbo angu anopisa pasi petsoka achirwadza. Izvi zvakatanga pandakasangana nemumwe mukadzi wandinofambidzana naye. Tisati tasangana, takaenda kunotorwa ropa kanokwana kashanu maresults akabuda ari nagetive.…

Maererano nehukama

Ticha Danga — TIKATARISA pepa redu rechiShona tichidzoka kumashure, tinoona kuti gore rega-rega hakushaikwe mubvunzo wakanangana nezvehukama. Nokudaro, tinoda kutora uno mukana kuti tizivane maringe nehukama hwedu.

Federer acharamba achitamba

ROGER Federer akabuda pachena kuti anoda kuramba achitamba mutambo wetenesi uye haasi kumbofunga zvekuusiya.

‘Kwayedza inotigonera’

Daphne Machiri — BEPANHAU reKwayedza rinorumbidzwa nekubatsira kwariri kuita vana vechikoro kuti vabudirire muzvidzidzo zveShona pasi pechikamu charo cheDenhe Reruzivo.

QE yakadadisa

Van Rooyen akatora  mukombe weSainzi Daphne Machiri — ZIMBABWE yakahwinha mibairo — wekutanga newechipiri —mumakwikwi ezvikoro zvesekondari ezvigadzirwa zvesainzi, eAfrican Science Buskers Festival, ayo akaitirwa muHarare nguva pfupi yadarika.

‘ndadya vanhu 10’

‘. . . vamwe vari kurwara’ Kingstone Mapupu — MUDZIMAI wekuWestlea, muguta reHarare, ari kubuda pachena kuti ane shavi rehuroyi achiti kusvika pari zvino, iye nechikwata chake vadya nyama dzevanhu…

‘Siyanai nechikiribidi’

Kingstone Mapupu KAMBANI yeTobacco Industry and Marketing Board yoyambira varimi kuti vasiyane netsika yekuita chikiribidi chekuisa zvimwe zvinhu zvakaita sematombo mumabhero avo efodya kuti iremere sezvo kuita kwakadai iri mhosva…

‘Caps Utd inomakwa nani?’

Abel Ndooka — SHASHA yakambonetsa ichitambira nhabvu kuCAPS UNITED nemaWarriors – Alois Bunjira – anoti Kepekepe yakasimba zvikuru mwaka uno zvekuti inogona kuhwina mikombe mikuru inoti CAF Champions League nePremier…

Murimi: Hapana chichakumisa

MWAKA wekutengeswa kwefodya wakavhurwa zviri pamutemo nemusi weChitatu svondo rino uye itarisiro yedu kuti zvinhu zvichafamba zvakanaka.

GAVI yakapa Zim mota 12

Muchaneta Chimuka — HURUMENDE yakapihwa rubatsiro rwemotokari 12 nesangano reGlobal Alliance for Vaccines and Immunisations (GAVI) idzo dzichabatsira muchirongwa chekubaisa madzimai akazvitakura nevana majekiseni ekudzivirira zvirwere kumatunhu ose

×