Kukosha kwemadimikira

NHAVA yedu haifaniri kuzara nemhando imwe chete yechikafu. Tinofanirwa kukanda twakasiyana-siyana munhava nokudaro tamboti kandei tsumo dzakati wandei, tochisanganisawo nemadimikira.

Muroora oda kupisira vamwene mumba

Trymore Muvhawa PANE muroora ari kunzi akaedza kuzviuraya nekunwa muchetura mushure mekunge akundikana kuuraya vamwene vake avo vaaida kupisira mumba.

Kugogodza musiwo nesando

NDAKANGA ndakateerera uchitaura, uchiombererwa mawoko nevatereri vachiti wakapenga. Chaiita kuti upembedzwe nekupururudzirwa aive mashoko ako akanga achirova Mwari zvibhakera. Wakangotanga hurukuro yako uchiti, “Handisi muKristu,” asi pakanga pasina akanga ambokubvunza.…

Ishe wechikadzi ari panyanga

NYAYA dzekuenzaniswa kwemikana pakati pevanhukadzi nevanhurume dziri kucherechedzwa zvikuru munyika muno apo madzimai ave kuwanikwa achitorawo zvigaro nemabasa epamusoro ayo aimboitwa nevarume chete.

Mukuwasha anorikita ambuya

Inhubu chaiyo amai ivava’  ‘Kuti mwana handi wangu?’ Trymore Muvhawa AMBUYA – amai vemudzimai – vekuti vanogara vachirikitwa kurohwa nemukuwasha wavo, uyo wavanotizve anohaya mamonya kuti avazvambaradze, vakatozopotera kudare redzimhosva.

‘Amai muri mhondi’

 ‘Dai zvenyu makandiuraya ndichiri kasvava’ Tafadzwa Mutsotso AMAI vakamisidzana nemwanakomana wavo mudare redzimhosva vachiti anogara achida kuvatema nedemo achivapomera kuti ndivo vakakonzera kuti akuvare mutsaona yemotokari mumugwagwa uye kuti aburitswe…

Mabasa akaita tsaona

MUNYORI weKwayedza nemabhuku eShona ane mukurumbira, Ignatius Tirivangani Mabasa, akaita tsaona yemumugwagwa ndokukuvara ruwoko kuZaka nemusi weMuvhuro svondo rapera.

Simon anoti anoda inyoka

CHITSAUKO 4 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Vida asurukirwa zvikuru ndokutanga kufunga amai vake ndokubva apindwa nechido chekuda kudzokera kumusha kwake uko kwainge kwakazara nerudo rwevabereki vake.

Mamiriro ebvunzo

Munyaradzi Gunduza Kune avo vari kuita Shona neboka rinotungamira zvebvunzo, reZimbabwe School Examinations Council, padanho rino panonyorwa mapepa maviri chete. Kune pepa rekutanga (3159/1), rine zvikamu zvitatu chete rinonyorwa

Takaita zvikukutu namainini

Bvunza Kwayedza naSekuru Mutanga MUBVUNZO: Ndiri murume nherera uye ndakaroora mukadzi ndisati ndakura. Ndakachengetwa nababamunini vangu avo vaigara kubasa. Kumba ndaigara namainini mudzimai wababamunini nguva zhinji. Pakugara kwataiita ikoko ndakadanana

×