‘Ndini ndakakanda chikomba shoko . . .’
‘Ndakamudira radio’ Freedom Mupanedemo MUKADZI wechidiki uye akaroorwa wekwaNjelele, kuGokwe, akashamisa vanhu vaive padare apo anoti akapfimba chikomba kuti chimupedze nyota nekuda kwekuti murume wake haamugutse sezvo aine barika remadzimai…
Wag yoshanda neParamende
SANGANO reWomen’s Action Group (WAG) riri kushanda nenhengo dzedare reParamende mukurwisa nyaya dzemhirizhonga pamwe nekusimudzira utano hwemadzimai nevanasikana vekumaruwa pasi pechirongwa chinonzi
Vanorarama nehusope vobatsirwa
Malven Mugadzikwa MUIMBI ane mukurumbira mumusambo wechitendero, Reverend Togarepi Chivaviro – uyo anove zvakare mumiriri wesangano reAlive Albinism Initiative – anoti vanhu vanorarama nehusope havafanirwe kusarudzwa kana kutarisirwa
Oita zvinorova neMoneyMaker
NYAYA dzekuenzaniswa kwemikana pakati pevanhurume nevanhukadzi dziri kuramba dzichicherechedzwa zvikuru muchikamu chezvekurima apo madzimai ane chitsama ari kuwanikwa ari kukwikwidzawo mukurima mbesa
‘Ndine nyoka muchiuno’
‘. . . ndini ndakauraya Locadia’ Liberty Dube ari kwaMUTARE MUMWE mukadzi, uyo asina kuzivikanwa zita nemakore ake ekuberekwa, svondo rapera akakatyamadza vagari vekuno kuSakubva apo akatanga kushita sezvinoita nyoka,…
‘Ruzivo rwekurima ngarushandiswe’
MUTEVEDZERI wegurukota rinoona nezvekurima kuchikamu chezvipfuyo, Cde Paddy Zhanda, vanoti vadzidzi vezvekurima vanofanira kushandisa ruzivo rwavo zvizere mushure mekupedza fundo kuburikidza nekusimudzira
Goromonzi High izere neshasha
CHIKORO cheGoromonzi High School chakakumba mibairo yakasiyana kumakwikwi eMashonaland East Provincial Merit Awards nguva pfupi yadarika.
Vakatiza zvidhoma zvetsvina musadza
Kingstone Mapupu MHURI iye yemubhuku rekwaGweshe, kuGuruve — iyo yave kugara nekurara panze zvichitevera kuparadzwa kwedzimba nekupiswa kwemidziyo nezvinhu zvinofungidzirwa kuti zvikwambo — yakazotiza musha.
‘Rufu huya unditore’
‘Vana vadiki vari kufa ini ndichisara’ Freedom Mupanedemo MUSHARUKWA ane makore 114 ekuberekwa wekuMberengwa, kuMidlands, ari kuti aneta nekurarama zvekuti dai zvaibvira rufu rwamurangaririrawo nekumutora zvake kuti azorore.
Econet yosimbaradza masaisai
KAMBANI yenharembozha, yeEconet Wireless, svondo rino yakaparura chirongwa chekusimbaradza kubatika kwemasaisai chinonzi “Smart Data Network” nedonzvo rekuti veruzhinji vakwanise kushandisa nharembozha nyore.











