Kasikana kechess kakatunzvaidzwa
KASIKANA kanove shasha yemutambo wechess kepachikoro cheMakwara Primary kwaMutasa ako kakakunda vamwe vose kupurovhinzi yeManicaland nguva yadarika kakatunzvaidzwa nekupihwa mubairo.
Inzwa kunaka kunoita rupiza
RUPIZA, urwo rwunobikwa nenyemba dzakadzvurwa kana kukuiwa, kubva pasichigare rwunonzi kudya kunovaka muviri uye kune rwuomba.
Tsvina yemunhu mumugodhi?
Tafadzwa Mutsotso VAVAKIDZANI vakaendesana kumatare edzimhosva vachipomerana kuitira tsvina mumugodhi unocherwa mvura yekunwa izvo zvakaita kuti maroja atame.
– Mhare dzezim – Roger Boka
MUMWEDZI uno waNyamavhuvhu, tichakupai vamwe vana veZimbabwe vakashanda kana kuti vari kushanda kuti vatema vasimukire mune zvakasiyana. Tinotanga nemushakabvu, muzvinabhizimisi VaRoger Marume Boka.
Mapepanhau matsva eZimpapers
ZIMPAPERS Group, kambani huru yadzo dzose mune zvenhau muZimbabwe, yave nemamwe mapepanhau matsva maviri anodaidzwa nekuti Suburban ayo ari kupihwa pachena kudzimwe nzvimbo dzemuHarare.
Jedinak, Mutch votengeswa
CRYSTAL Palace iri kuda chaizvo kutengesa vatambi vavo vaviri vanoti Mile Jedinak naJordon Mutch zvichitevera kutengesa kwavakaita mubati wavo wepagedhi Alex McCarthy kuSouthampton.
Mutyairi otongwa neyekutsika sekuru
MUTYAIRI wemotokari wekuChitungwizwa, wekumiswa mudare achipomerwa kutsika sekuru vaive nemakore 82 okuberekwa vachibva vafa, ava kuedza kuvhika mhosva iyi achiti musharukwa uyu ainge akadhakwa panguva yakaitika
GRADE 7: Nguva dzeziva
Ticha Danga KUVHANGA kukodzonga zvinhu kuti zvisangane. Madirativhange kudirwa kwezvinhu zvakawanda uye zvakasiyana mumudziyo mumwe chete zvokodzongwa imomo, zvochizopakurwa. Kazjinji madirativhange anoburitsa kudya kana
‘Madungwe tikwanire, wava kupenga’
VAVERENGI vakawanda veKwayedza vari kutumira mashoko vachishora zvikuru muporofita weimwe chechi iri muHarare uyo anoti akaenda kudenga kaviri apo anoti akanoita hurukuro naMwari mbune, mushure ndokuzogadzwa
O-LEVEL — Museve usingapotse/tambaoga mwanangu…Kususukidza rungano
Munyaradzi Gunduza Zviitiko zvinosundira rungano mberi (Tinoenderera mberi):







