‘Ongororai hutano hwevatambi’
SACHIGARO weNorthern Region Division One, Willard Manyengavana, anoti zvakakosha kuti zvikwata zvose zvinokwikwidza muligi iri zviongorore hutano hwevatambi vose kuitira kuti vazive matambudziko avanenge vanawo
Nyama yetsuro kunaka
SVONDO rino tichanangana nemabikirwo enyama yetsuro. Mai Paxcedes Muteyiwa (47), avo vanova head chef paimwe nzvimbo yekutandarira muHarare ndivo vachadonongodza twose.
‘Mwana haanzi ibenzi achiri mudumbu!’
PANE tsumo yechiRungu inoti: — “Trapped in the house you set on fire” — zvichireva kuti munhu unoitwa muranda netsoro yawakada kutamba wega, kana kungoti unovharirwa mumba yaunenge watungidza moto…
Mhuka nemidzimu…Dzimwe hadzivhunduke vanhu: Zinatha
MIDZIMU nemashavi pachivanhu zvinonzi zvinodyidzana zvikuru nemhuka dzesango sezvo kuine dzimwe mhuka dzinotonzi ndedzemasvikiro zvichitevera kupinduka kunonzi kunoita vamwe vanhu, zvikuru vanenge vafa
Kana zvamubata. . . anosvetuka jurahoro repanoshanda musikana
Yvonne Manyanja VAMWE samusha vanonzi vatenderedzwa musoro nerudo rwavanopihwa neshamwarikadzi yavo zvekuti havachada kurambwa izvo zvave kuita kuti vasvike pakukwira mudhuri wejuraworo nekupwanya gonhi repamba paanoshanda
Kutengeswa kwevanhu: Dambudziko ranhasi
MASANGANO enhau ange achiburitsa nhau dziri pamusoro pekutengeswa kwevanhu vachishandiswa mumabasa ehunhapwa mwedzi yadarika.
Chii nemi nhai baba vaErica?
BABA vaErica makadii zvenyu? Handikuzivei, asi ndinoziva kuti mune mwanasikana wechidiki, ane makore anenge ari pakati pe15 ne16. Ndinozivawo zvakare kuti muri chidhakwa. Ndinozivawo zvakare kuti hamufunge zvakawanda
DETEMBA TINZWE: Kubatana ngatibatane
naTakudzwa Wonder Jr Kasimonje Shoko harivhikwi
Vamwene vodzinga muroora pamusha
Yvonne Manyanja VAMWENE nemuroora vakakandirana mashoko makobvu nematete mudare redzimhosva apo muroora aipomerwa kuti akaisira mwana wavo muchetura mune zvekudya nekudaro anofanira kututa twake odzokera kumusha kwake.
Tinopa mikana yakaenzana: Chihuri
MUKURU wemapurisa eZimbabwe Republic Police, Commissioner-General Augustine Chihuri, vanoti zvakakosha kuti vanhukadzi vari muchipurisa vave nemikana yakaenzana nevanhurume pabasa.





