O-LEVEL — MUNHU WENYAMA…Mhlope haadi kuti mudzimai wake anoshandira kunze
“MUNHU WENYAMA” Ongororo: Enderero mberi: Kudimikira kushoma muchitsauko ichi. Kwekutanga tinosangana nako apo VaMugoti naMbuya Muswa vari kukurukura iyo inotiratidza kuti vanasikana vemunharaunda
Speciss: Huruyadzo pamabasa emawoko
KANA uri munhu anoda zvekushandisa mawoko kuti ange achikupa chouviri kumba nekubasa, Speciss College ndiyo mhinduro yako huru nekuti inopa zvidzidzo izvi pamizinda mikuru yayo inoti kuBulawayo neChitungwiza.
Duramazwi: GANGO
Ichi chidimbu chehari kana simbi chinoshandiswa pakukanga zvirimwa zvakaita senzungu kana chibage. Gango zvinogona zvakare kureva nhengo yemotokari inoshandiswa pakufambisa mota kuti inyatsonanga kunenge
Ndashaya rugare nevazukuru: Gogo
Amager Mufema VAZUKURU vekupomerwa kushungurudza ambuya vavo kuburikidza nekupa shamwari dzavo nzvimbo yekurima zvisina mvumo yavo pamwe nekuvaregera vachifondoka voga mumunda vachida kuzongodya chete vakamiswa
Tinoda kuti Cadetship irambe iriko: Gandawa
HURUMENDE yakazvipira kubatsira vana vanoshaya nemari yechikoro pasi pechirongwa cheCadetship, kunyangwe zvazvo pari zvino isiri kukwanisa kupa ruyamuro urwu nekuda kwematambudziko ari kusanganikwa
Ane nyoka negarwe mudumbu…‘Ifa, ndini ndakakuroya’
KASIKANA kane makore 14 ekuzvarwa kemuHarare kari kureurura kuti ndiko kakaroya amainini vako, muninin’ina waamai, ndokuvaisa nyoka, garwe nemupurwa mudumbu mavo iro rave kugara rakafutunuka
Simfresh yoyambutsa varimi
SIMFRESH International iri kusimudzira varimi munyika kuburikidza nekuvadzidzisa marimirwo emandorokwati uye nzira dzekuchengetedza goho kuti risaparadzwe.
MAONERO EDU: Muroora kugezesa tezvara: Hazviite!
MAZUVA ano kune dzimwe tsika dzinotarisirwa mumararamiro evanhu vatema dzisiri kutevedzwa nevakawanda vachiti pasi rapinduka.
‘Mhirizhonga munhabvu bodo’
SHASHA dzakambotambira Dynamos FC neCAPS United svondo rino dzinokurudzira vatsigiri vezvikwata zviviri izvi kuti vasiyane nemhirizhonga apo zvichasangana mumutambo unozivikanwa nekuti Harare Derby uyo
Munotidadisa: Chihuri
MUKURU wemapurisa eZimbabwe Republic Police, Commissioner-General Augustine Chihuri, svondo rino vakarumbidza mapurisa ari kuchengetedza runyararo kunyika dzakasiyana pasi pechirongwa cheUnited Nations






