GRADE 7: Mazita emidziyo
Ticha Danga KARE vanhu vaishandisa midziyo yakasiyana-siyana mumisha kuita mabasa akawanda. Nekuda kwezvakazouya, mimwe midziyo haichashandiswa.
O-LEVEL — MUSEVE USINGAPOTSE/SHOKO HARIVHIKWI: Kukosha kwen’anga
Munyaradzi Gunduza Kukosheswa kwen’anga pasichigare: 7. Ndezvipi zviitiko zviri muna Museve Usingapotse zvinojekesa kukosheswa kwen’anga pasichigare? Tsigira
Mhiko dzakaparurwa muzvikoro
HURUMENDE nemusi weChipiri svondo rino yakaparura zviri pamutemo chirongwa chemhiko dzinoitwa nevana vechikoro idzo dzakangana kuvafundisa kuti vazive zvakokoshera kudada nekuve zvizvarwa zveZimbabwe.
Kwakabva Zita: Ntabazinduna (Bulawayo)
MUMUGWAGWA unobatanidza Bulawayo neHarare pachinhambwe chemakiromita angangosvika makumi matatu kubva muBulawayo pane nzvimbo inonzi NTABAZINDUNA, muchiShona zvichireva kuti gomo remadzimambo.
Ndinofara zvikuru kuChelsea: Conte
MURAIRIDZI mutsva weChelsea, Antonio Conte, anoti anofara zvikuru kuve kuchikwata ichi uye anotarisira kushanda zvakanaka nevatambi pamwe nevaridzi vacho.
Apfidza nekurumwa nemukadzi
Amager Mufema PANA samusha vaoneswa ndondo nekugara vachirumwa pamwe nekurohwa nemukadzi wavo apo vanenge vakabatirwa banga izvo zvavamanikidza kupata musha.
Mitemo yekuchengetedzwa kwevana
KODZERO dzevana dzinotariswa mubumbiro idzva remutemo. Munyaya dzose dziri pamusoro pezvevana mutemo uyu unotariswa kuti unge uchivachengetedza. Izvi zvinoonekwa munyaya dzakadai sedzemendenenzi, kutsvaga vana
Young Africa yosimudzira mabasa emawoko
KOREJI yeYoung Africa, iyo iri kuChitungwiza, iri kusimudzira mabasa emawoko akasiyana kuburikidza nekufundisa vanhu vanodarika 1 200 panguva imwe chete.
‘Kurorerwa imhosva here?’
Amager Mufema VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akati anogara achirohwa nevanamukurungai vake, kwakaroora mwanakomana wake, nechikonzero chekuti mwana wake murombo sezvo achinzi akangobvisa
‘Ndinotiza kurohwa nemukadzi wangu’
Yvonne Chidochashe Manyanja MURUME wekuendeswa kudare nemukadzi wake akaudza mutongi kuti iye ndiye ari kutoshungurudzwa nemudzimai uyu zvekuti akatotiza pamusha pake mushure mekugara achirwiswa uye akambobaiwa nebanga.

