‘Uku kushereketa kunotyisa’

NYANZVI dzezvechivanhu nevamwe vakuru vemachechi vanoti nyaya yemakuva mashanu anonzi akafuma akacherwa nevanhu vasingazivikanwe pamarinda ari kwaMashayamombe, kuMhondoro, ine chekuita nemabasa

Dai ndisina kuroorwa naye

IMBWA HAIHUKURE SADZA KANA ukapfeka mask yehuku, hatitarisire kukuona wave kumhanya uchitandanisa hwiza sehuku nekuti hausi huku, nyangwe zvazvo chinhu chiri kumeso kwako chichiita kuti uratidzike kunge huku.

MAONERO EDU: Hatingararame kunge mhuka!

MAZUVA ano veruzhinji vari kuchema-chema zvikuru pamusoro pekuraswa kuri kuitwa tsika dzevanhu vemuno, zvose nevechidiki nevechikuru.

Oda kuzviuraya zvose nemwana

Janet Chikotosa MUKADZI wekuendeswa kudare achinzi aida kuzviuraya pamwe chete nemwana nekuda kweshanje akati murume wake akamuzadza chirwere chemukondombera mushure mezvo ndokuzomutiza achimusiya nemwana mucheche.

Kuchengetedzwa kwemidziyo yekurimisa

Mudhumeni Mukuru Ivan Craig MIDZIYO (machinery and implements) inodhura kutenga asi inozodhurisisa kana tikatadza kuibata zvakanaka. Tichatenga zvekugadzirisa zvinodhura, pamwe zvisina kusimba, makanika anogadzira anoda kubhadharwa, kana

DETEMBA TINZWE: HEYA NHAI?

Nyorai nhetembo pfupi seriri pazasi motumira ku: Nhetembo, Kwayedza Box 396 Harare kana kutumira pa-Email inoti [email protected] kana kuzosiya pamahofisi edu ari paHerald House, muHarare. Musakanganwe zita remunyori, chikoro negwaro…

Karinge atiza musha

Munyaradzi Gunduza Mubvunzo nemhinduro yesvondo rakapera MUSEVE USINGAPOTSE

Utsanana, utano neupenyu!

MUMADHOROBHA, vanhu vasati vave kugara kumasabhabha, kana kuti dzimba dzomumarukisheni dzichiri mumawoko emakanzuru, zvinhu zvaizivikanwa kuti utsanana hwaichengetedzwa zvakanyanya.

Zera rakakodzera kutyaira motokari

SVONDO rino tiri kutarisa nhau yezera rinotenderwa kutyaira mhando dzemotokari dzakasiyana nematanho anofanira kunge achitorwa kuti munhu ange achinzi ave kufanira kutyaira zviri pamutemo.

‘Amai munoroya, makandisunga’ . . . ‘Iwe mwanangu uri pfambi yemakoko’

Yvonne Chidochashe Manyanja MUMWE musikana anoti amai vake vakamusunga kuburikidza nekumushandisira mushonga wekuti asaroorwe izvo zvave kuita kuti vagare vachipopotedzana nekunangana huroyi.

×