Muroora chidhakwa anorova vamwene

Janet Chikotosa VAMWENE vekuoneswa pfumvu nemuroora ane marambadoro uyo anonzi anovarova nekuvatuka vakazokwira kumatare.

Zvikoro zviri kubatsirwa

MUMIRIRI weGutu Central mudare reNational Assembly uyezve ari Government Chief Whip, Cde Lovemore Matuke, vari kusimudzira dzidzo mudunhu ravo kuburikidza nekuvakisa zvikoro, kubatsira nherera nemari yefizi,

‘TB muvana yakawanirwa chikwapuro nenyanzvi’

TAKAPEDZA gore radarika hondo yekurwisana neTB yave pane chimwe chikamu. Takatura befu nekuti hondo iyi tave pakati nepakati pekuikunda.

– kwakabva zita –

GWAMATICHA (Mberengwa) KUDUNHU reMberengwa West kune rwizi rwunonzi Gwamaticha. Murwizi urwu makawira maticha achibva kumasports about 20 years ago. Mwedzi uno zvekare (Kurume) pane maticha murume nemudzimai vakatorwa

Anonochema kubasa kwemurume

Janet Chikotosa MUDZIMAI wekuita katsika kekuenda kubasa kwemurume wake achinomurova, kumutukirira pamwe nekubongomora mhere kana achinge amushaya akazomiswa mudare redzimhosva.

Madunhurirwa

Ticha Danga MUKURARAMA kwatinoita pasi rino, tinosiyana maitiro atinoita zvinhu. Kana muri munharaunda matiri, tinotoziva kuti mwana uyu imbavha kana kuti itsotsi nekuti tinoziva mabasa ake. Muchirongwa chino tinoda

Mashura pakati peHarare

Mupositori aine zvinhu zvechivanhu Akatadzisa mota nevanhu kufamba MUKADZI anonamata kuchechi yeJohane Masowe yeNguwo Tsvuku Nyenyedzi Nomwe nemusi weChina svondo rino akakonzeresa nyonga-nyonga pakati peguta reHarare apo akaunganidza hungwanda-ngwanda hwezvinhu

Bhokisi rechitunha ‘muroad’ . . . Rakakandwa mumugwagwa waHarare Drive

PANE bhokisi rinoiswa zvitunha rakazongoonekwa rakarasirwa padivi pemugwagwa waHarare Drive pedyo nemisha yeMabelreign neAshdown Park, muHarare, asi mukati maro musina mutumbi izvo zvasiya vagari venzvimbo iyi vazere nekutya.

‘Nyoka yababa ine musoro wemunhu’ . . . ‘Zvose maziso nemuromo’ . . . Inondiita mukadzi: Muroora

MUKADZI wechidiki uyo akaroorwa kuNharira, mudunhu reBocha, kwaMutare, anoti tezvara vake vane nyoka ine musoro unenge wemunhu iyo inopota ichimuita mudzimai pamadiro.

N’ANGA INOPFEKA MAGEMENZI . . . ‘Ndinotanga ndaverenga Bhaibheri’ . . . ‘Ndozoita zvemiti mukurapa vanhu’

KUNE vamwe vanoti chivanhu nechiKristu hazvifambidzane vachiti zvakafanana nechiedza nerima. Asi imwe n’anga yokuTshovani, kuChiredzi, inoisanganisa zvose — inopfeka magemenzi, ichiverenga Bhaibheri ukuwo yombopinda

×