Zvirwere zvenzeve nedziviriro
KUNE zvirwere zvakasiyana zvinobata nzeve izvo zvinofanira kurapwa kana kudzivirirwa nekukasika zvisati zvakomba zvekusvika pakuvhara kwadzo.
Bonde nepwere kana kuti chibharo?
NOMUSI weMuvhuro 15 Kukadzi 2016, kune nyaya yakabuda mumapepanhau yemudzimai wechidiki wekuMvuma ane makore 19 ekuberekwa uyo akapihwa chirango chekunofondoka kwemaawa 280 mushure mekubatwa nemhosva yekupinda pabonde nemwana mudiki. Izvi…
Kushandisa midziyo zvisina njodzi
Mudhumeni Mukuru Ivan Craig CHERO ririripi basa pamusha kana papurazi, rinoda mushandi akasimba uye ane utano hwakanaka. Pane avo vakamboshanda kana kushanyira hama mumakambani, munoona nzvimbo dzakanyorwa zvekuti hamufanire kunge…
Zuva revanhukadzi: Donzvo ngarireruke
RINO isvondo rakakosha nokuti musi wa8 Kurume, sezvinoitwa gore negore, pasi rese kusanganisira muno muZimbabwe, kunocherechedzwa zuva rinonzi International Women’s Day.
Afemeswa nemukadzi ane mimba
Yvonne Chidochashe Manyanja MURUME wekuti anoshungurudzwa nemusikana waakamitisa, uyo anoti rimwe zuva akasvetuka jurahoro repamba paanogara ndokutanga kumutukirira, akazokwidza nyaya iyi kudare.
Mafu ane zviri kumunetsa
“KUGONA MBAVHA HUIRONGERA” naWinnie Zulu (73-78) Nyaya yacho (enderero mberi):
Anowatsura amai mbama
Sandy Musungata IMWE chembere yakasvimha misodzi mudare ichiti yaoneswa nhamo nekurohwa pamwe nekutukwa zvinyadzi nemwanakomana wayo gotwe. Loice Chesa akaendesa Allen Chesa (27) kuHarare Civil Court achiti amupfuvisa.
DETEMBA TINZWE: VABEREKI
Nyorai nhetembo pfupi seriri pazasi motumira ku: Nhetembo, Kwayedza Box 396 Harare kana kutumira pa-Email inoti [email protected] kana kuzosiya pamahofisi edu ari paHerald House, muHarare. Musakanganwe zita remunyori, chikoro negwaro…
Chiporofita hachisi Zim-Asset
HANDIFARIRE kushungurudzwa kwevanhu. Ndinovenga zvese zvinoruma, zvichidambura nekutsenga-tsenga mufaro wemunhu. Ndinovenga chero chinhu chipi zvacho chinowidzira mufaro wevana nevanhukadzi kunge chigaba chekucheresa mvura chadambukira mumugodhi
Pondai ihonzeri
Munyaradzi Gunduza Mubvunzo nemhinduro yesvondo rakapera MUSEVE USINGAPOTSE


