O-LEVEL — NDIKO KUSASANA: Mapurisa anosvika vachigovana mari

CHITSAUKO 11 (Nyaya yacho: Enderero mberi): Vakomana vekubhucha vaya vanobva vasvika, vanhu ndokumhorosana vakazozivana. Mukomana wekubhucha anobva ashevedzera hwahwa hwemadhora mana asi Fadza haafadzwi nazvo achitya kuti vana Roddy vaigona…

GRADE 7: Zl Kuteerera l Kutaura l Kuverenga l Kunyoravaunoda kuziva . . .

Ticha Danga ICHOKWADI kuti kana tati tapinda tapinda hapana chichatidzosera shure. Tava kutotarira zvemberi bedzi. Chinouya chinotiwaniramo nekuti hatichadududzi kudzoka kumashure. Hatidi vaya vanoda zvokusundwa sebhara risingabvi

Kana arova mbanje . . . l Anozvambaradza vabereki l Ovapindira mumba varere l Obvarura mbatya dzaamai

Yvonne Chidochashe Manyanja MWANAKOMANA wekunzi ane marambadoro zvekugara achishungurudza baba naamai vake achivavimbisa kuvauraya akazoendeswa kudare redzimhosva.

Kwakabva – GANDAVAROYI

IYI inzvimbo iri muGokwe North. Nzvimbo iyi zimwena rinoenda pasi, rakadzikadzika riine mangondo nematombo. Makare-kare vaRungu vasati vauya, ndimo maikandwa vanhu avo vaipomerwa huroyi. MuGokwe North zvakare,

‘Muroora akandiisira muchetura mutii’

Yvonne Chidochashe Manyanja MUROORA anonzi akaisira vamwene vake muchetura musvutugadzike avo vakazopona neburi netsono mushure mekunge vazviona vasati vainwa zvichitevera kugara kwavaiita vachinetsana nenyaya yemba.

Inodya dzimwe nyoka

NYOKA yendara kana kuti mhunzamusha inonzi inonyanya kurarama nekudya dzimwe nyoka, makonzo netumwe tupuka tunosanganisira matatya nemadzvinyu.

DETEMBA TINZWE: IVHU REZIMBABWE

naKudakwashe Machingura Venharaunda, Dunhu, Matunhu

Mhunzamusha yaiva mumakumbo emwana

PANE mhuri yekuGokwe inoti yakaona nyoka yendara kana kuti mhunzamusha kaviri pamusha asi pakazoitika mashura avasina kunzwisisa.

Kupisa: Vofefeterwa nemafeni muchikoro

NEKUDA kwekupisa kwakanyanyisa kuri mudunhu reChiredzi, kuMasvingo, zvimwe zvikoro zveko zvava kuzvipira kuisa zvinoita kuti dzimba dzekudzidzira dzigarike.

A-LEVEL — MASIMBA: Tambu mimba tugu. . . Gwisai ndokudashura mudzimai

“HONYE YEMUNHU” naBarbara Makhalisa (43-51) Ongororo (Enderero mberi):

×