Vaimbodanana vatosvorana

Nyasha Chabvonga MUMWE mukadzi anoti murume wake ane katsika kekutuma shamwari yake kuti imufonere obva azomuti ipfambi anodanana naye.

A-LEVEL — MASIMBA: Matandanyadzi ababa vaChamu

“CHIRAMU” naKeresia Chateuka (31-36) Mudzimai uyu akazonzwa kuti Nyaradzo ainge azviuraya achiedza kubvisa nhumbu yababamukuru. Baba vaChamu havana kubuda pachena asi vakarwadziwa. Nerimwe zuva anoburana nemurume wake ndokubva amuudza kuti…

Anodzipira amai nyama

Cassius Mushore MWANAKOMANA wekugara achishungurudza amai vake kuburikidza nekuvadzipa pahuro kana vachinge vamupakurira nyama shoma panguva yekudya akazoendeswa kudare redzimhosva.

‘Makoreji achapa madhigirii’

MAMWE emakoreji edzidzo yepamusoro anodaidzwa kuti mapolytechnic ari kuvandudza mashandiro awo nedonzvo rekuti atange kupa zvidzidzo kusvika padanho remadhigirii, gurukota rebazi redzidzo yepamusoro, sainzi

Mukuwasha akarohwa naambuya. . . ndokutiza musha achisiya mhuri

Nyasha Chabvonga ZVEKUNYARANA zvakambosendekwa apo mukuwasha akazvambaradzwa kurohwa naambuya vake zvekusvika pakutiza musha wake mushure mekunge avafonera achiti vauye vazotora “pfambi yavo” apo aireva mukadzi wake.

Mupurisa ofemeswa naDembo

Nyasha Chabvonga MUPURISA wekunzi anodanana nemurume wemuridzi akazoenda kudare achiti ashaiswa rugare nekugara achirohwa pamwe nekuvimbiswa rufu nemudzimai wemurume uyu.

DETEMBA TINZWE: MAPFUNDE

naRosemary Vinho Huya uone ugodzokera Ugodzokera wondorima ako Ako mapfunde mugore rinouya. Hurudza kurima uchikohwa Uchikohwa pakuru panotsigisa nyika Nyika haikohwerwi musaga kana mubhara Houno murimi mutsigisei mumupe hwaro Hwaro…

Kubvarurira Mwari bhachi

MWARI vari kutsvaga vanhu vanovada, vanovanamata. Asi isu tave kuda nekunamata swag, kutsvaga mari, mikana, kurarama, kutsvaga maporofita, madhiri nemafoni anoenda paWhatsApp. Tave kutsvaga mari nyangwe nemuchechi

Mbavha yakaigochera pautsi

Muchaneta Chimuka MBAVHA yekuChitungwiza yekuba nharembozha mbiri pane chimwe chitoro zuva rakacheka nyika yakaigochera pautsi zvichitevera kubatwa kwayakaitwa zvikaita kuti ipedzisire yakandwa mutirongo.

Kusanaya kwemvura: ‘masvikiro agumbuka’`

Kingstone Mapupu NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti kusanaya zvakanaka kwemvura kumativi mana enyika kubvira pakutanga kwemwaka uno kunogona kunge kuri kukonzerwa nekusatevedzwa kwetsika dzechivanhu pamwe nekutyorwa kwedzimwe mhiko neveruzhinji. Mwaka uno weZhizha mvura…

×