Chikwata chichatora Mourinho chinenge chapinda : Mesut Ozil
MUTAMBI weArsenal, Mesut Ozil, anoti akashamisika zvikuru kunzwa kuti Jose Mourinho akadzingwa basa ndokuti chikwata chipi zvacho chichamupa basa chichabudirira zvikuru.
Aldo ngaapihwewo mumwe mukana wekurwira mabhande aakatorerwa
JON Jones anofunga kuti Jose Aldo ane kodzero yekuti arwire mabhande ake aakatorerwa naConor McGregor apo chizvarwa chekuBrazil ichi chakakundwa mumasekonzi 13 mumutambo weUFC 194.
‘Mimba handi yangu, hande kun’anga’
Cassius Mushore VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akaramba pamuviri pane mukadzi wake achiti akanobvunzira kun’anga ndokuudzwa kuti nhumbu iyi haizi yake.
– Ziva -TAPIRI / TAFURA
MAMWE mazita eShona anofambirana nemitauro inosanganisira Nguni, Zulu, Ndebele kana Sotho. Kune mamwewo mazwi akatorwa kubva kumutauro wemabhunu weAfrikaans. Mamwe mazita akabva kuAfrikaans ndeanoti tapiri
Akarova chigure chikatyoka ruwoko
MURUME wekuBeatrice uyo anoshanda semutyairi wetarakita akatongerwa kunodya refovhoro zvichitevera kubatwa kwaakaitwa nemhosva yekutema munhu nezvidhinha pamwe nesimbi apo akange ari kupokana nekudzidziswa
O-LEVEL — NDIKO KUSASANA: Sekai anodzokera kunotora mbatya
CHITSAUKO 9 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Mugadzi anosvikomhorosa Fadza vaviri ava ndokumboita zvavo zvejee. Anozomhorosa vamwe vose ndokupinda mumba yekurara kunochinja hembe. Lily anonotora zvekudya, Sekai ndokuda kuramba asi anotsunywa…
Siyana nemwana wechikoro: Mambo
MAMBO Chundu vekuHurungwe, VaAbel Mbasera, vanoti vanoshushikana zvikuru nekuwanda kuri kuita nyaya dzevanasikana vari kusiira chikoro panzira mudunhu ravo mushure mekunge vamitiswa kana kuroodzwa.
Vahosi nzeve kwachu nanyachide
Cassius Mushore VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa zvikuru apo mumwe mukadzi akaratidza mutongi chidimbu chenzeve yake chakasara paakatemwa nebhemba nanyachide wake vachirwira murume.
GRADE 7: Nayo yemipanda
Ticha Danga NZWISA inodudza kurairidzwa zvakagadzirwa kuti unzwe kuti pauchazvidya unenge uchizonzwa sei. Zvino nemhaka yekuti imomu muna 2016 munenge mave kuzvikoro zvepamusoro, tangoti titi kanzwisa tsve mumbonzwawo
‘Uri kutengesa mombe, kwete kuti dzinofa’
Cassius Mushore MURUME wekunzi ari kushungurudza mudzimai wake pamwe nekuparadza upfumi hwakaita semombe achitengesa asi achizonyepa kuti dziri kupera kufa nechirwere akamiswa mudare nemudzimai uyu.

