Kurimwa kwemasamba kwodzikira
IMWE kambani inorima masamba kuChipinge, kudunhu reManicaland yeRatelshoek inoti kurimwa kwechirimwa ichi kwadzikira zvikuru kwemakore mashanu adarika nekuda kwezvikonzero zvinosanganisira kusanduka kwemamiriro
Nyakoko osimudzira mutambo wewiricheya
SHASHA yemujaho wewiricheya, Wilson Nyakoko, anoti ari kuita zvidzidzo zvekurairidza mutambo uyu nechinangwa chekusimudzira vatambi vechidiki vari kusimukira.
47000 vakasiira chikoro panzira
VANA vanodarika 47 000, avo vaiita Form 4 neForm 6 gore rapera vanonzi vakasiira chikoro panzira kana kuti vakatadza kunyora bvunzo dzeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) nekuda kwehurombo.
Kugadzirira mwaka wekurima
Mudhumeni mukuru Ivan Craig VANOONGORORA mamiriro ekunze vari kuti zvakabuda kuti mwaka watiri kupinda uchange usina mvura yakatsarukana. Nekudaro murimi haafanire kurohwa nehana kusvika pakutadza kugadzirira zvakakwana.
Sekai anoenda nemapurisa
Ticha Tichaziva CHITSAUKO 6 (Nyaya yacho): Sekai anonetsekana kwazvo kubvisa dhirezi raive rakapfekwa naLily kwava kumuisa pamubhedha kunge munhu
Mufundisi aomerwa
Cassius Mushore MUFUNDISI wekukundikana kubhadhara mendenenzi akachema-chema mudare achikumbira kuti achirega zvachose kubvisa mari iyi sezvo asisashande uye ave murwere.
‘Vana ngavadzidze zvinovararamisa’
ZVAKAKOSHA kuti vadzidzi vave neruzivo uye kuti varovedzerwe kuzvinhu zvinovabatsira muupenyu panguva yavanenge vari pachikoro sezvo izvi zvichiita kuti vadzidze vaine gwara rakajeka, gurukota redzidzo yepuraimari
Anosvipirwa mate ozorohwa
Cassius Mushore MUMWE mukadzi anoti murume wake kana ave kuda kumurova anotanga amusvipira mate azomurikita zvisina mukare akamboona.
Vanhu vawanda mudzimba mbiri
“MASIMBA” Nyaya pfupi dzakapepetwa naChiedza Musengezi (Bhuku idzva) “Mavambo namagumo” naKeresia Chateuka
akadii veKwayedza? Ndapota veduwe-e ndiri mukomana ane makore 25 . . .
NDIRI mukomana ane makore 26 ndogara kwaMutare uye ndozvishandira. Ndotsvagawo musikana ane makore 19 – 22 wekudanana naye kusvikira pakuroorana. Ngaave asiri pamushonga uye akazvipira kuti tinoongororwa ropa





