akadii veKwayedza? Ndapota veduwe-e ndiri mukomana ane makore 25 . . .
NDIRI mukomana ane makore 26 ndogara kwaMutare uye ndozvishandira. Ndotsvagawo musikana ane makore 19 – 22 wekudanana naye kusvikira pakuroorana. Ngaave asiri pamushonga uye akazvipira kuti tinoongororwa ropa
Vonetsanirana mwana akaremara
Nyasha Chabvonga MUKADZI wekupomerwa nemurume wake kuti akazvara mwana chirema nekuda kwekuti haabvire mun’anga akatozokwidza nyaya iyi kumatare.
Chirongwa chekudzivirira bilharzia chatanga
BAZI rezveutano nekurerwa kwevana svondo rapera rakatanga chirongwa chekudzivirira vana vari pasi pemakore 15 okuberekwa kuchirwere chebilharzia. Pasi pechirongwa ichi, vana, kusanganisira vari muzvikoro, vari kupihwa mishonga yekudzivirira chirwere ichi.…
MAONERO EDU: Ikodzero yemwana kuwaniswa dzidzo
ZIMBABWE inozivikanwa zvikuru pasi rose munyaya dzebudiriro muchikamu chedzidzo izvo zvaona nyika ino ichigara pamusoro pedzimwe nyika dzose muAfrica pakuva nevanhu vanogona kuverenga nekunyora.
Ngwarirai Shumba Super Dust yemanyepo
KUTENGESWA kwezvinhu zvemanyepo kuri kuramba kuchiwedzera uye Shumba Super Dust iri kusangana nedambudziko iri zvakare, sekutaura kwaVaLewis Muhwati vekuEcoMark Ltd.
Rodza pfungwa nemadimikira
Ticha Danga BVUNZO rakanyorwa zvichidudza kupedza dzidzo yepasi, vana vochimirira goho ravo. Kupera kwebvunzo idzodzi hazvirevi kupera kwedzidzo.
Hakuna dofo: Utete-Masango
BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari rinoti hakuna mwana anofanira kuonekwa sedofo muchikoro sezvo vana vaine zvipo zvakasiyana uye ibasa revarairidzi kusimudzira zvipo izvi.
Pamari apa hamurevesi vana veZim!
CHINA manenji hachifambisi. Munozvida haikona vana veZimbabwe? Pamunozvitanga munoita kunge muri kutamba asi imi muchitorevesa.
AMAI MUCHAFA RINHI: MWANA
Cassius Mushore VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa zvikuru apo mumwe mukadzi akati vana vake vanomushuvira rufu sezvo vachigara vachimubvunza kuti achafa rinhi.
VANA NGAVASANGOMBEYA: DOKORA
GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Lazarus Dokora, vanoti zvikoro zvinofanira kuona kuti vadzidzi vanenge vapedza kunyora bvunzo dzeGrade 7 dzeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) vane zvekuita

