GRADE 7: Dimikira kutaura kune hudzamu
Ticha Danga CHIKAMU chapfuura ndakabata madimikira asi handina kuzenge ndaisa mupendero wechikamu ichocho nekudaro ndinobata madimikira zvakare muchikamu chino.
‘Koshesai zvidzidzo zvetsika nemagariro’
ZVIKORO zvinofanira kukoshesa zvidzidzo zvemitambo, tsika nemagariro sezvo zvichibatsira mukuumba hunhu hwakanaka muvana izvo zvinozovapa gwara rakajeka mune remangwana.
‘Ndiri mukadzi wenjuzu’ l Tsvarakadenga yakatiza musha ichinogara murwizi
KUNE musikana wechidiki wekwaMurambinda, kuBuhera, anonzi akareurura kuti anoba achishandisa shavi renjuzu uye anoitwa mudzimai neimwe njuzu kurwizi rweko.
Ane mweya mitatu . . .
Muchaneta Chimuka naDaphne Machiri MUKADZI wekuSt Mary’s, kuChitungwiza, anoti anoshandira varapwa vake kuburikidza nemweya mitatu – ngirozi yechiporofita, mudzimu pamwe neshave renjuzu – izvo anodaidza kuti “Triangle”.
MAONERO EDU: Mwana wose ane kodzero yedzidzo
BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari svondo rapera rakazivisa pamwe nekuyambira zvikoro kuti zvirege kuitisa vana zvidzidzo zvepazororo kuitira kuti vawane nguva yekuzorora.
Ngatimbomirai kukwikwidza senyika: Stix
STANFORD “Stix” Mutizwa, uyo akamboita mbiri nekutamba nhabvu, anoti zvikwata zvose zveZimbabwe zvinofanirwa kumbomira kukwikwidza mumitambo yekunze kwemakore matatu kuitira kuti vatungamiriri vazvo
‘Siyai vana vazorore’ l Zvidzidzo pazororo bodo – Mavima
BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari riri kuyambira zvikoro kuti zvirege kuitisa vana zvidzidzo zvepazororo kuitira kuti vawane nguva yekuzorora.
vakarasa magemenzi varumwa nenyuchi…l Vakapona nekuzvikanda ‘mujorodhani’
KUNE mapositori ekwaNyamweda, kuMhondoro, vanoti vakapona nekunozvikanda mudziva “rejorodhani” riri murwizi mushure mekunge vaoneswa chitsvuku vachirumwa nenyuchi kwenguva ingangodarika awa rimwe chete.
Zim yonanga kuAfrobasket
CHIKWATA chebasketball chenyika chevarume svondo radarika chakaenda kuHamburg, kuGermany uko chiri kuita gadziriro chakatarisana nemutambo weAfrobasket Basketball Tournament uchatambirwa kuTunisia munguva







