Maticha 200 vodzoserwa kuchikoro

HURUMENDE yakasarudza varairidzi 200 avo vachaendeswa kune imwe yunivhesiti yemuno kuti vanodzidziswa mitauro yemuZimbabwe, iyo ichange yave kunyorwa pabvunzo muzvikoro munguva iri kutevera. Mashoko aya

Kitch akasayina kondirakiti

MUTAMBI werugby weLeicester, Graham Kitchener, akasaina imwe kondirakiti itsva kuchikwata ichi icho chinokwikwidza muAviva Premiership.

Mwana wekuzvimba muviri akashaya

MWANA uye wemakore mapfumbamwe okuberekwa wemuHarare, uyo aive nedambudziko rekuzvimba muviri, akashaya svondo rapera pamberi mushure mekunge hurwere hwake hwakomba.

Pana Madzibaba Ishmael: Kwayedza yakagara yazvireva

PANYAYA yekutiza mapurisa kwaMadzibaba Ishmael Chokurongerwa, muporofita weJohane Masowe weChishanu, bepanhau renyu reKwayedza rakabvira razvireva.

Kuba chibage kwakamuparira

MUKOMANA wechidiki wekuChitungwiza akadzidza kuti kuba hakuna chimuko apo akabatwa nemhosva yekuba chibage nefetereza nedare reChitungwiza Magistrates’ Courts.

GRADE 7: Koenda nhete hobvu dzinokonwa nemanda

Ticha Danga NDINODA kuti ndijekese kuti kana tava kusekondari gore rinouya ChiShona chinenge chodzidzwa neChirungu. Nokudaro tikasangwarira tinoondomoka pabvunzo nekusabata nemazvo naizvozvo tinoda kugara tambopana

O-LEVEL — MAKUNUN’UNU MAODZA MWOYO NAC. MUNGOSHI: Monika anoenda kwaMajubheki

Bhuku idzva: Makunun’unu Maodzamwoyo naCharles Mungoshi CHITSAUKO 1: Nyaya yacho USIKU hunopfuura Monika mwanasikana waVaChingweru achikuya. Panopepuka VaChingweru vachiona kunze

Saido Berahino achatengwa nani?

MUTAMBI weWest Brom, Saido Berahino, uyo ari kupisa parizvino, achatengeswa mwedzi uno kana chikwata ichi icho chiri kutatarika muPremier League chawana mari inopfuura 20 miriyoni paunzi pashasha iyi.

DETEMBA TINZWE: Kodzero

naNomatter Chifamba Vakuru navadiki, majaya

Vana vekumapurazi vobatsirwa

RIMWE boka riri pasi pebazi redzidzo yepuraimari nesekondari, reZimbabwe Academy Learning (ZAL), rinoti riri kusimudzira dzidzo yevana vekumapurazi, zvikuru vanasikana avo vamwe vacho vari kusiira dzidzo panzira nekuda

×
×