Kumakuwerere svondo rino!
Tandayi Motsi MUTAMBO wemukuru wemapurisa weCommissioner-General of Police’s Funfair uyo wakananga kupemha mari yekubatsira vanotambudzika senherera uri kuyamura zvikuru sezvo pari zvino vadzidzi vanodarika 600 vari kubhadharirwa mari dzechikoro. Mutauriri wemapurisa
Bhegi remari nenyoka
SAKA kuita bhegi hazvireve mari chete, asi unogona kuita bhegi remari nenyoka! Kufanana nemamwe mabhegi atinongoona akapakatirwa nevanhu mutaundi umu, anogona kunge aine zvinonanaira, zvinosvosvoma nezvinoshinyira semuchinda wekubatwa aine nyoka…
Ngwarirai mbeu yemukoto: Seed Co
Kingstone Mapupu KAMBANI ine mukurumbira wekuuchika mbeu dzakasiyana yeSeed Co Zimbabwe yokurudzira varimi kuti vatenge mbeu muzvitoro zvinozivikanwa uye kuti vangwarire kutengeserwa isina kukodzera pamusika wemukoto nemakoronyera panguva iyo mwaka…
Vopura mari nenzungu
Kingstone Mapupu VARIMI venzungu kubva kumativi mana enyika vowana mukana wekutengesa zvirimwa zvavo zviri nyore kukambani itsva yeSharlom Peanut butter Project iyo iri mubhizimusi rekukuya dovi kuMbare, muguta reHarare. Muridzi wekambani…
‘Vechidiki musagarire mawoko nguva ino’
Kingstone Mapupu MURIMI wechidiki kudunhu raMambo Bepura kuGuruve, kuMashonaland Central okurudzira vamwe vezera rake kuti vasagarire mawoko asi kuti vapinde mukurima zvirimwa zvakasiyana zvakaita sefodya izvo zvinogona kuvapa pundutso muupenyu…
‘sungai dzisimbe’…DeMbare taimirira – Antipas -Hatifambire pasina: Muzadzi
Abel Ndooka MURAIRIDZI weChicken Inn, Joey “Mafero” Antipas, anoti mutambo wavo weCastle Lager Premier Soccer League wesvondo rino apo vari kusangana neDynamos kuBarbourfields, kuBulawayo, wakavakoshera zvikuru sezvo uri iwo ucharatidza…
‘Mayweather anogona kudzoka mutsiva’
FLOYD Mayweather (Sr) akayambira mwana wake kuti anogona kudzoka mutsiva asi anoti izvi zviri mumawoko ake iye ‘Money’ sezita remadunhurirwa raFloyd Mayweather (Jnr). Mayweather (Jr) akabuda pachena kuti ave kusiya tsiva…
Ngatitsigirei tsiva: Manyuchi
Abel Ndooka SHASHA yetsiva Charles Manyuchi akakurudzira masangano akasiyana kuti atsigire vechidiki vari kusimukira mumutambo uyu uye mashoko ake anotevera mutambo weThe Bees Amateur Boxing Tournament uyo waakaronga svondo radarika…
Madrid musha wangu: Navas
MUBATI wepagedhi weReal Madrid Keylor Navas akabuda pachena kuti akange asina kugadzikana paakanzwa kuti anogona kutengeswa kuMachetser United izvo zvakazotadzika kuitika. Navas, uyo akatanga mwaka uno achipisa zvikuru muLa Liga achirairidzwa…
Nhabvu yevechidiki yosimudzirwa
Abel Ndooka SANGANO reHarare Junior Football League rinoti riri kushanda zvakasimba mukubika vatambi vechidiki vemutambo uyu rakabatana neshasha dzakaita mukurumbira munhabvu pamwe nevarairidzi. Masvondo adarika, sangano iri rakaronga mutambo weboka reUnder…








