‘Ndakasiirwa chikorobho bedzi’

Kudakwashe Chinokuya MUMWE murume akapotsa aridza mhere mudare apo aitaura pamusoro pekushungurudzwa kwaari kuitwa neaimbove mudzimai wake uyo waanoti anofamba achitaurira vanhu kuti murwere uye akamutorera midziyo yose yemumba ndokumisiira…

Miti inoyera pamusha

Muchaneta Chimuka MUKURARAMA kwevanhu vatema, kune zvimwe zvinhu zvinonzi zvinoera, izvo zvekuti kana munhu akazvipikisa anogona kusangana nejambwa kana kupinda mutsekwende. Zvinoera izvi zvinosanganisira nzvimbo dzakaita seninga, makomo, masango, nzizi nezvimwe. Kunze

Anosunungutsa vakadzi

Daphne Machiri MURUME wekuEpworth anonzi ashura mare nekusungutsa vanhukadzi vakazvitakura apo anenge akasvikirwa nemudzimu kana kuti akabatwa nemweya wengirozi yekuporofita. uye akatanga kuita basa iri mugore ra1996. VaSingLawyer Mushunje (51) vanogara panhamba…

Ndinorova mbanje, Doro: muporofita‘. . . ndichisvuta bute nekudya nyama mbishi’

Kingstone Mapupu IMBOZVINZWIRAIWO! Murume uyu muporofita wechipositori, anosvuta bute, achirova mbanje; doro anonwa – zvose rechivanhu se“Seven Days” kana kachasu. Remumabhodhoro se“whisky” anodhudhudzira uye anodya nyama mbishi seyechiropa kana yesusu…

‘Hapana chinotadzisa Zimbabwe kubudirira’…Chechi yoronga musangano wezvemabhizimisi

Mathew Masinge CHECHI yeAssigned Ministers Ministries International (AMMI) ichaita musangano nguva pfupi inotevera unodaidzwa kuti Business Symposium nechinangwa chekupa mukana kuzvizvarwa zveZimbabwe kuti zvipangane mazano ane chekuita nekusimudzira upfumi hwenyika. Apostle

Zvikoro 40 zvokweshana mumakwishu emarimba

Daphne Machiri KUCHANGE kusingadanwe anonzwa neChishanu svondo rino muguta reHarare apo zvikoro 40 zvepuraimari nesekondari kubva kumativi mana enyika zvichakwikwidza mumakwishu ekuridza marimba, anodaidzwa kuti Tambarira Marimba Festival. Murongi webasa iri,…

‘N’anga nemaporofita havarape aids’

Malven Mugadzikwa SANGANO reNational Aids Council (NAC) rinoti hakuna n’anga kana muporofita anokwanisa kurapa utachiona hweHIV kana chirwere cheAids uye veruzhinji vanofanirwa kungwarira avo vanoti vanorapa denda iri. VaFreeman Dube, avo…

Tiine vana vadiki mundangariro

KUSHAIkiRWA nevabereki chinhu chakaoma. Nguva zhinji tiri panhamo kana pasisina mubereki, hama dzinoisa misoro pamwe chete kutarisa kuti pane angakwanise kuriritira vana here. Kana vana vari vatatu kana kupfuura tinoona kuti…

Nhaka yevana vakaberekwa kunze kwewanano

SVONDO rino tinoda kutaura pamusoro penyaya inogarotaurwa nevanhu vakawanda. Tinoda kutaura pamusoro pevana vanozvarwa kunze kwewanano kuti vakafanana here neavo vanoberekwa muwanano? Vane kodzero dzakafanana here? Mukutaura kwedu tinoshevedza vana…

Kudza baba namai vako

CHINANGWA chokuenda kuchechi ndechokutsvaga ruponeso rwomweya. Asika mweya unopawo chikafu kunyama. Saka kana wasvika pane vanonamata, handi shoko raMwari chete raunobva wakagukuchira. Vamwe vanonzwa nokuona twakasiyana-siyana zvinoita kuti zvavanzwa

×
×